Thursday, May 01

News News

July 12, 2023

Madamboss Instagram Hacked Facebook People Voti Dai Vato Hacker Nefacebook Yacho Anombosvota Cat Family

Dai vato hacker zvese ne FB mambuya aya taneta nawoRakandibloka hire iri Saka ramama apa ndaimira naro sei kublokwa kuti ndamuti usachema babaGuti celebrate vanga vakura nxaaa zi bhishuVese varikuti zvinei nesu tikwanisei anyora pawall penyu hre or ndimi munonotora zvinhu ikoko

July 12, 2023

Ngochani Dzezimbabwe Dzawanda Vakadzi Vochema Baba Vedu Vamunangangwa Toroorwa Naniko Zvazvadai Munyika Majahaa Opera

Vakadzi Vezimbabwe vochema President  Munangagwa Todi varume Vapera Kuita Ngochani  Btr tigare tirisinguru chero dei vairoora hapana chaibuda mumba machoKo uyu ari mu uniform arikutoenda ku church here or I skit ko y vechurch kutendera joke rakadaro pa uniform

July 12, 2023

Mrs Dumfard Voti Not Yet Selling Stands Joey Nyikadzino Ototiza Hake Konogeza Chembere UK Mhosva Dzekubiira Vanhu Dzakamumirira

Joey Malume kuCHIKURUBHI!!!!!!!!!!!!The lawyer and investigator are back with full information after those audios. Mrs Dumfard said the stands are not yet on sale because they are still waiting for approval same with the City Lake stands. They all need to wait for approval before they can start Selling. SMC, Joey’s women company has no agreement with Dumfard as stated by some people. Those People giving SMC their money is at their own risk because there are no stands for sale at the moment. I think it’s time to get your money back from SMC because currently there are no stands for sale and it’s going to be long before the approval for sale. You can send your own lawyers to investigate if you doubt this.Joey Tanae Countries kana wakazviita uchishandisa mari dzevanhu var

July 11, 2023

Fadzai Mahere No Drama No What Ndovanhu Vatiri Kuda Vamiririre Nyika Ava 2023 CCC It's Time For Change Zimbabweans

*She's beautiful *No drama *Very intellectual *Lawyer *Politician Cant wait for the New Zimbabwe ,she will be the voice speaking on behalf of the nation ...Fadzai mahere😘Zimbabweans its time to change the pple managing our country........imagine with this kind of pple managing the state of our nation.

July 11, 2023

Butterfly Kupfeka Seiko Anyway Roki Kuita Kugara Mumukuku Zvinonzwisa Tsitsi Akatozodiiwa Asina Chinhu Najava

Butterphly anombopfeka seiko mkadzi uyuNdimo mumba maRock here, munhu akaita mbiri kare uyo, munhu akakwira ndege kakawandisa asi anogara kamba kenzara nzara kudaroMadziro manyama TV stand manyama Sofa manyama Cables manyama .... amire nerongo!Zvabutterfly timboisa paside ndimo mumba mapatati papati hr umo

July 11, 2023

Mwana Uyo Courage Mhaka 11years Owoma Nechando Musouth Africa Akaraswa Nevabereki Trust And Faith Mhaka Pavakarambana Hama Dzacho Torai Mwana

Makadiiwo vehama,, mwana uyo anonzi Courage Mhaka,,mwana waTrust Mhaka naFaith,,anoti baba namai vakasiyana,,,ane makore 11,,kana pane hama yake torai mwana pliz arikugunduruka uye anzwa nechandoI always wonder kuti vamwe vabereki vanotodya richidzika here vasingazive kune mwana. Esp vana amai nekurwadza kunoita nhumbu kuye wongo furatira hereVamwe vabereki denga hamupinde chokwadi. Kana muriko muchidya uchikanganwa mwana wawakazvara ummm

July 11, 2023

Shadhaya Akangwanza Varume Vakawanda Zimbabwean Women Crying Hatichapiwa Kana Mari Yekurukwa Musoro

Shadhaya akangwadza varume vakawanda vana vava kuchema chema 🤣🤣🤣 keep going mr learn or perish🤣Uchimboitireyi dependent remurume or boyfriend. Rukwa nemari yako mhani. Have dignity in taking care of yourself. Zvino ma expectations enyu aya motogerwa bvudzi nebhodhoro kana nebanga

July 11, 2023

Ketty Onzi Siyana Na Tallyn Iwewe Unoti Anonhuwa Kudii

Ketty Masomera siyana na tallyn ugeze wewe waitinhuhwidza weti jozi yese gongomutoto ziva zvedhungetunge pamawigi ako upe mbuya masiriri sezvo vari zim care plz siyai tallyn next time uchamamisika

July 11, 2023

Wasu Oudza Shamwari Dzake Ndirikufara Ndatosimba Mhamha Havapo Zvanyadzisa Leaked

Mopower ane face yemurume chaiye🤣🤣Pedzisa 🤣🤣🤣 ko achaiwanepi shampoo yekugeza zvinhu zvakareba kudaroMama havapo aakunyatsoita murume manje. Kwete zvake zvekuda kuita mukadzi achichengetwa.Zvirechi zvema harahara zvese zvikupra izvi🤣🤣🤣

July 11, 2023

Tete Mildred Vonzi Ndoghost RaLarisa Noster Ivo Voti Nekuchembera Ndikabata Mhuno Ndofa

Lullu Edwards nhai zvako ka mutac tic kemhuno dear ndachembere ndinoda kufemaBata mhuno dear ingoti tamuka mamukawo teteZvine nharo pakubata mhuno paye mumwe achazvisafoketaVese vakangofanana ,the more fans get in their dirty corner the more they become bully

272 273 274 275 276