Tipei zita re Pharmacy inopa mai Juju mishonga yavari kubikisa mafuta vachipisa vanhu tivharise Pharmacy iyoyokana kudzingisa basa munhu arikuvapa zvimushonga zviri kumenya makanda emhuri ye ZimbabweKana first ambassador webhodho akatiza akauya ku FeliGlow Skincare very good Idah the make up artist you're looking good Adopted Son akunge bakayawe hove inemakwati yakacheneruka nemunyu 🤣🤣🤣🤣 ... maghost eku snake ðŸ family zvinenge zvidzoyi zvipadagu zvakakurira munhamo ... mota inoshamiseiko yamuri kutinyaudzira kana usina unoona senge inoshamisa isu tikutaura zvemafuta imi makutora picture chimota chiri paroad chisimbori kana chake you think zvinoita kut tidzore t
Sungura godfather Nicholas Zakaria has been admitted at Chitungwiza Central Hospital as he is battling diabetes. Madzibaba once said his legs were swollen and was finding it difficult to make ends meet. Get well soon "Senior Lecturer"
Let's hope vazo wanirwa help on time, kwahi vawanikwa vakadonha somewhere. Vane number dzavo please check up on her kuti ari right here.Shame dai asingafambi ega zvaanoziva problem yake
Afunga kusimudzira vamwe mhepo uyu. Zvakaitika kuRoodepoort on Friday, 08 August 2025. While being transported from court, akakwanisa kutora pfuti akapfuura mapurisa ekuSA maviri. After that akatora mota yemapurisa and he used it to flee the scene and haasati abatwa. Zita anonzi Jabulani Moyo. Vanenge vamuwona tibatei or batai mapurisa ekuSA.Regai tidzingwe muno ngazvinyatsooma vanhu vabve muno vachimhanya tinovaka yedu nyika ungati parikupisa kudai ndopowobura hombe yakadaro dzakakwana regai tiende kumushaKana jek chan haasati ayita zvakadayiWhen being transported you will be at the back of the VAN i think he's mates helped him escape
So tiri pana 4th and speke and police yauya ichimhanyisa makombi and one of the kombis yabva yarova imwe mota haina kumira then the owner auya pavari and they are ignoring her as if havasi vakonzeresa. Zvikuita like now as am typing, i can't take pictures I'm scared they will see me.
SAD💔| Ndarwadziwa guys. About 30 minutes ago, ku Mabelreign kune musikana abirwa phone + Mari nedress re graduation nevanhu vanga vane ka Toyota Spade ke purple Kane number plate AFX9391. Not sure of the amount yemari but matauriro ake, yanga yakawanda. Zvaitika along Sherwood near Stanelyhill Ave. So this girl arikuti akwira motor iyi pane Truro (along Sherwood). Manga mune 1 mukadzi ne 2 varume. So bva munhu wese akutobuditsa Mari kubhadhara, bvapanzi pane chadonha, so musikana uya paari kutarisa ndobva phone yatorwa. Little did she know kuti it's a syndicate. Zvikanzi ngatiburukei titarise kuti chii chadonha. Pakudzika, she was the first, achingobuda kwakutorerwa plastic page ranga rine graduation dress, bvamota yasimudzwa." &n
A City of Harare customer was left confused after making a payment in US dollars but receiving a receipt in ZiG currency. Haa ndarwadziwa...she cried and dai nyasha dzaMwari dzawanzwa kwaari ikoko musikana iyeye.
The ZRP confirms a road traffic accident which occurred on 06/08/25, at the 52 km peg along Mutare-Nyanga Road, near Pafiwa High School, Mutasa where two people were killed while eight others were injured. A motorist driving a Nissan Caravan kombi, with six passengers on board, towards Nyanga collided head-on with a Toyota Corolla vehicle heading towards Mutare with three passengers on board. The bodies of the victims were referred to Bonda Mission Hospital for a post-mortem, while the injured victims were admitted at the same hospital.
Accident in Mbare National!!!! Mota yadhuma vanhu 3 pa corner paVito naCh Yabuda muroad ichinzvenga bhazi ranga richiuya oncoming ndokunzvenga ichienda mu road side ikano zvuva nekutakura vanhu 3 vanga vari patuckshop. Among the three pana Sekuru Muntu vanogara muna Vito ipapo pa tuckshop zuva rega rega ndopavanenge vakagara.. vasanganidzana nenjodzi iyoyo pamwechete nevasikana vaviri vanga vachida kutengawo paTuckshop. Vasikana pavaona mota yakuuya kutuckshop vambozama kuda kuitiza asi yazovazvuva pasi pemota pamwe chete nasekuru Muntu. Vanhu vatatu ava vaendeswa kuchipatara, vakuvara zvavo vose, we wish them a speedy recovery. Hour later &
Charges against one of the accused in the killing of two women whose bodies were fed to pigs have been withdrawn in the High Court in Polokwane in Limpopo.I One of the ladies wekuurayiwa nekukandwa mu nguruve akadyiwa was a Zimbabwean.We assisted family ne repatriation.The body was in a very bad condition and there was no body viewing at all . One of the accused is a Zimbabwean national who was also close to the deceased. We are monitoring the case and I have approached Senior Counsel to assist in bringing application for civil damagesIt seems the Zimbabwean guy will be the one who will be convicted. Last time I attended the court the farmers were all represented by good lawyers actually Seni