Dai ukadzoka wasu aba Page kana kuritengesa wasu I'm offering you R50, 000 undipe page
Guys please Mai Ts Diaries vakabira vanhu vakawanda with children, HIV etc.. let’s stop the hypocrisy. ko vanhu ivavo? Just because they are not celebrities does that mean we should not care for them Either? Let’s be honest.Imimi vanhu vari kuti go Mura, just stop it! You all act like you love her muchimuwidza mumadhaka. We all know you contributed to all this, muchingorwira munhu pasingade fight. You should have stopped her nonsensical clout chasing behavior. Right now you are still saying haana mhosva, ko vana nhai what what. This should be her rehab, tell her to be strong kwete kuramba muchingoti kunyepa vanhu vakamuvenga. Let her go kunoripa mhosva dzake and also facebook therapy amborarama normal life. Kujeri ikoko kutori nevanhu hakuna mhuka. Vamwe havana mhosva
Mukadzi uyu is a mental case dai vatanga kumuendesa kuAnnex first then Chikurubhi or kupikira ari kuAnnex. Iyo team Nomathemba yavakubatsira ne appeal paachabuda muchaitwei zvenyu. Vanenge vakunzi nechirungu. Who asked you to help me. I was okay there I wanted to pay for my crimes once and for all. For years tichitaura kuti mai vanoda mental help ava something is wrong somewhere. Wabira vanhu mari , you provoke them, waenda ku court unopindura nyobvo, wanzi community service vetting zii asi uri kuziva kuti une chipande. For years she had been screaming on lives for hours achituka vanhu , kudzikisira vanhu, bashing man who were trying to love her. Vari kuda kumubuditsa hamusi kuda kumubatsira you are destroying her more cz she is not going to stop. Dai matangira ku cou
Bhachi,majombo zvaKetty zvavakapisa uchazvifunga chando chakudambura mujeri,Zvima uniform zviya hazvidziye izvo.Kuba kwese kwawaita dai vakatenga hako imba zvaiwe nane vana vaiwana pekusara vachigara iwe busy nemacake ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐ngaaende ngaenda hake musikana idhodhi uyu
Wanhu wema round wese may you go and report Nyaya dzenyu dze fraud ku police kuti inofanira kuwedzerwa dzimwe 10 years kusvika pa 30 kamunhu aka kakambopawarume pressure kunge wasirikushanda kachiti hauna Mari gara pasi hauna Mari Today kutenda kety mbuya masiriri Tatelicious Karigambe-Sandberg nekubata basa kwamaita kuti kitsi igodzipiwa negonzoKo chembere dzeku children's home dzehuku endaika munovhurisawo docket zvinakidze how can l reach them ndivaperekedze kuno reporter 366 days hadzisati dzafamba
Shema imboitai muchimudzora yes akabatsira family iyi but nyaya yekuti zvinhu zvawakapa vanhu woramba wongoteverera kuti uwone kuti zviri kufamba sei handioni zvichiita ngachivasiya chero vakatengesa zvese nemusha imhosva yavo pake akapedza honai ziso ragogo shema achazorohwa manje nevanhu ava
We all know kuti muzim music industry munobatwa mushonga nemuteuro and we know kuti Gaffa anesvikiro but uyo mwana wamanyeruke nganyarare hake haana kumbo bvira agona kuimba kwacho Killer T, JP, Macheso or Gaffa even if vachibata mushonga vanoimba zvinonzwika iwewe gara hako pasi nana baba moto
Matadza kupawo celebrity redu uniform yakanaka nhaimi veduwe kubva vamupa yakaunyana kudero apo inenge yakambopfekwa zvayo
Says munhu akazama kusungisa Kiti kakatowanda ๐Zimbuya ropenga chete iri, we all know kuti mumoyo make mune ziparty chairo she is celebrating zvekudaro uyu ๐คMunhu asingatani kudaidzira vamwe mapurisa ndiye akuda kunyebera kurwadziwa. OC we all know kuti you are enjoying this. Please stop with the drama already!๐
Zozo nanomathemba nyaya yatiri kuhwa neguhwa kana iri yechokwadi toburana chete job sikhala ari kujeri makambotaura nezvake ndimi motunhidza chikiti imi garai pasi achingobuda kujere anobva atanga kunhanzvira karomo achitaura nyobvo munhu ripa mhosva dzako variko kujere havasi vanhuTruth is havambofi vaka raiser mari owed by Chikiti, it is way too much, chero vakadii.How much will each mbinga have to contribute, coz they can't pay some & leave some.They have to settle all debts to set Mai Titi completely free1โโโโโโโ