Zozo nanomathemba nyaya yatiri kuhwa neguhwa kana iri yechokwadi toburana chete job sikhala ari kujeri makambotaura nezvake ndimi motunhidza chikiti imi garai pasi achingobuda kujere anobva atanga kunhanzvira karomo achitaura nyobvo munhu ripa mhosva dzako variko kujere havasi vanhuTruth is havambofi vaka raiser mari owed by Chikiti, it is way too much, chero vakadii.How much will each mbinga have to contribute, coz they can't pay some & leave some.They have to settle all debts to set Mai Titi completely free1
Mai TT didn’t rise when everyone was asked to stand up as the magistrate was leaving.The magistrate also noted that Mai TT’s conduct was dishonest and showed lack of remorse, which warranted a custodial sentence.Hustubborn ihwohwo ndohwamunyudza but haadi kuhusiya. So disrespectful Mai iyi 🙄Anoda kutonga pese pese anofunga kuti courtroom IFB page rage.
Ketty oti Zvanzi musabirwe mari dzenyu so any page ririku collecter mari for kamuchacha we bitterness family we report the page for fraud!
I went to see Fely this morning she is fine and very positive she gave me a message below: From Mai tt. Thank you so much my fans for your unwavering support I really appreciate you my Cat Family.I promise to be strong for each and everyone of you guys.Lets cry nomore for the battle is not for us but for the Lord.Please stop worrying,stressing and crying because it will affect me and I won't stop hurting tooIt was the will of God for me to be in prison at this time so let's weep nomore and be still. For my sake let us be positive and just remember kuti jeri rakagadzirirwa vanhu i will come back stronger.May you continue to pray for me,my girls and my family.Our business platform is still up and running, please continue to support Mai Ts Diarie
Mai TT sentenced to 12 months imprisonment, 6 months are suspended on condition that she doesn’t commit a similar offense. For defaulting on 105 hours community service 8 years ago, she will also serve three months in prison.
Magistrate Chibanda has called Mai Tt to the stand for clarification and Confirm whether she knew that she was convicted on 21 October 2015 and was aware of being ordered to perform community service or not.MAI TT SENTENCING Magistrate Munashe Chibanda is now dealing with the warrant of arrest that was issued against Murata for defaulting community service. Lawyer Masango: The warrant of arrest was never brought to her attention. She wasn’t aware that there was a warrant of arrest against her. What I noted from the record was that there was a movement from the initial order to perform community service and Glen View Poly Clinic to Budiriro. She had raised issues that she was being abused at Glen View Poly Clinic and was changed to Budiriro office. There&r
Kakuhwandisa tuzamu tunenge tambo nemwana kaskeberechi kemunhu 🤣🤣🤣🤣 Kachazadza mwana humbavha Spotted by Kalonga
Hezvo ko wasu abva atotsvukira ne2days idzodzi ende ari kunyatsofara imba ndeyake mazuvano but kana uchiita live taura neshona chirungu hachisi chako mazuvano akazorora kuwacha nduwe dzamhamha🤣🤸♀️
Siyanayi nafidza plz fidza ane vana vakawanda ende anochengeta vana vake futiImi vanhu regai kunyepera Philip Chiyangwa kuti ndiwo baba waFifi ....Murume uyu ndiwo baba waFifi anonzi Elisha Muzeya ....Iwe Erisha tora Fifi unopa mbuya Muzeya kuGlen view uko...
But kupa kwake kwazonyanya. Mbiri yacho azoida zvisirizvoHaa Bruno ingori nhau yekuda kudya tunonaka kudzimba dzevanhu honai kanobva kapenyesa mhanza iyo gotsi papata kachidya kungodawo kunzi ndapawo vanhu zvinhu but akufambira kunodya uyu 😂