Thursday, May 08

News News

June 14, 2023

Maitt Vave Mubhanditi Mbinga Yaizvigaira Iri Mbada Izvezvi Ya Kitsi Yatota Life Will Humble You

Mbinga yanga iri mbada , yakazongodzoka yave katsi ( catfamily) ya shaker shaker😂😂😂😂. Siyai kuvhara vanhu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ko kuzofitwa mbavhaaaa kujeri 💪judge ngavabate basa.. batai mbavha gororo..

June 14, 2023

Murondataimba Madamboss Vakati Regai Ndiende KwaZondwa Mushure Mekunge Felista Asvipwa

Pamuromo mai dzabu lol.... nekuti kamuchacha akapihwa cold shoulder na aunty zozo iwe wakudaidzwa kkkkkkZozo akasvipa feli akaona kuti ingozi chaiyo akati rega ndiite zvamai dzabu nice gumbo apo mai dzaburukanyasha but usangorege dumbu richibatwa batwa iwe ana zodwa vanotyisa avo

June 14, 2023

Painakidza Zimbabwe Maday Aya Ana Decibel And The Legend Macheso

Painakidza zim apa nguva yacho Ama 2k you wont understand the quality of music we used to listen too Decibel still fine.

June 14, 2023

Nyika Yese Haifarire Feli Zvakaoma Vanhu Voti Hatisi Kutombonzwira Vana Vamaitt Tsitsi Kovana Vevabereki Vaakabira Hard Earned Money Saka Vana KuBudiriro

“Hee ndarwadziwa ko vana vake vachaita sei?”” Mcheeew ko vana Va Rachel wakabira 10 000 mafans amai tt you are very selfishNhai zvako vaakabira havana vana here 🙄 twuma fans twachikiti twuri selfish and inconsiderate saamai vacho. Too much pride has led her to this, imagine kusatoratidza any remorse busy posting zvima pictures everyday nezvima caption zvekumurmur 🙄🚮🚮🚮.Ko vana vakafirwa nevabereki? Akadii kufunga vana vake paayiba? Ko ivo vakabirwa ma investment avo ko vana vavo? She deserves to be in jail

June 14, 2023

America Banned Maitt UK And All Countries Will Do Hakuna Kunoendwa Ne Crimina Records 10 Years Muchiimbira KuCheguti Saka Gilbert Achaitasei

Most countries you declare all you criminal record I feel sorry for her but mmm pride was her downfall it's been coming a long way for Go MuraCriminal record? Goodbye UK visa Saka Gilbert achaita sei 🤣

June 14, 2023

Zimbabwean Socialites Said Akasungwa 3 Years Vanhu Vanosara Vakawirirana Hamba Kujeri Ketina Speaks

Akayinda 3 years masocialites anosara akawirirana Hamba uyofela echikurubhi #mbavhakujeriNdiri brutal  Go mura!

June 14, 2023

Zimbabwe Yese Yamirira Tete Tilda Kuti Vaendesere Maitt Mapads Kujeri Vachiudzwa Humbavha Hwese Chitsotsi

Tangomirira Tilder azouye achibvunza kuti ko makapinzwa mujeri nenyaya yei😂😂😂😂😂Tete Tilder : Zita munoitwa ani?    Mura: Ndinonzi Felistas Murata.   Tete Tilder : Ani? Taurisaka nhai shamwari iwe asi wakatsamwa?    Mura : Ayewa, Ndinonzi Felistas Murata.   Tete Tilder : Wakadii hako Felistas?    Mura: Ndinofara makadiiwo tete.?   Tete Tilder: Aiwa ini ndiri right zvangu. Felistas, imhosva yei yakakuunza kuno kujeri?   Mura: Humbavha, chitsotsi, mukando. Kuba chaiko mabrera evana vekuMt Hampden, magumbezi nemari.   Tete Tilder : Ah! Imbonyatsotirondedzeraka kuti zvakafamba sei kusvika uzosvika pakusungwa nekuzotongwa kuti uzogara kunouku?   Mura: xvhffggjgdj jbjhb

June 14, 2023

Olinda Arikupembera Oti Kusungwa KwaMaitt Hakutitadzise Kudya Sadza Isu Toti Ndiwe Imwe Mbavha Manje Manje Uchasungwawo

Mbuya tea hobvu, usanyanyofarisa,your day is coming urimbavha newe. Kamuchacha zvaiwana ngwarati 🤭And OC arikupembera kani hakusi kufara kwaari kuita hanzi Mai Tt thoko!

June 14, 2023

Felistas Murata Ukapona Apa Gadzirisa Hunhu Wako Hapana Kana One Munhu Arikumira Newe Kuwengwa Nema Celebrity Ese Zvakaoma

Ukapona apa Feli chigadzirisa Upenyu hwako nokucorrecta all your mistakes. Siya pride, regera fake life and rarama nezvaunazvo.

June 14, 2023

Maitt Fans Are To Be Blamed Ndimi Munoti Go Mura Muchimupa Pressure Mukadzi Uyu

Vanhu vanomuti go Mura hee anorema muchimupa pressure look what you've caused. She does things to please her followers kuti vagoti anorira now she's in trouble vamwe venyu still muri kungoti go Mura. Kwanai imi kupiko kwaanoenda. Kupesvera munhu zvinhu zviri wrong

297 298 299 300 301