Vana baba vevana ava I hope muchaita plan , right now vana venyu need you the most otherwise trauma yacho iyi inogona kuzovakanganisa in the long run. Be there for your girls and if possible vatorei, love them and protect them. Nedzinoparadza dzirikuitika idzi obviously kuchikoro vanotoitwa party nevamwe vana. Makanetsana nebenzi renyu Felistas not these beautiful souls. Baba Fifi nababa Tt imboitai take over pavana anozovatora zvake adzoka because handioni munhu angagone kuchengeta vana ava ini kwedu kwaMurata . Unless Zodwa or Memo vafunga kuita magudhu Samariteni🤔 but still, they need family. Itaiwo sevarume , vanababa vaviri imi. Torai Vana. Ndatenda Yours Sincerely Family Spokesperson - Mukando Murata
ITirikukuona murume wa aunt Jane wawana ka basa kwa Catmother 🤯tsvee ku reporter politics munhurume 😀Uyo usamupa mhosva anko ged anotumwa na auntie jenivha arimunhamo yakewo uyo wakamboona malive avo vese jenivha anocontrolla ende ari kufara jen bt imbavhawo kaa idzi zvekutodaro hakuna mutsvene
Mamukasei Jiti family. Just remember kuti a friend that becomes an enemy was never your friend.
Ndri kuona vanhu vary kuti Ketty ndiye adonhedza Mai Titi ,But pamadhiri ese aita Mai Titi Ketty aiva asipo and aiva asiri Shamwari yaFelly.Nyaya yakatangira pakut Mai Titi aida kutsindira nyaya dzake kuty zvsisabude kuFB achishandisa Kettt kutuka Vanhu, Ketty semunhu ane moyo or anoziva kurwadza kwemari ndobva ajamuka ndopakatanga Mai Titi kuita pamuromo vachidenha Ketty ndokubva Ketty adenhekawo ndopakatanga Noise.Vanhu tarisai masides ese hpna ari rightKune vese varikuti mumwe mukadzi kufarira kudonha kwemumwe mukadzi panyaya yaketty namai tt iyi ,amanaka pana mai vandaona hangu mucomment section vachiti ketty ungafarire kudonha kwemumwe mukadzi bt amai ava vakatokonzeresa kuti mumwe mukadzi arambwe nemurume wake.senge vakadzi vakawanda pano pasocial media tozviita vatsvene bt pareal li
#MAI TT JUDGMENT! Mai TT’s personal assistant Mopower Wasu Gombe is now at court awaiting her sentence. Wasu was a witness in the theft of trust property trial.
Maitt Vasungwa 3 moths in jail varambirwa bail and community services
If you escape this time Feli unofanigwa kuita a complete turnaround of your life. Chihandinzwarwo, Chihandidzoreke siyana nacho. Kuri kuhi panodikwa Bail vana Zozo, vana Cuzn Rose avo wakamarana navo but those are the people vanokwanisa kukubetsera. Tik tok Tik tok it’s time to change Feli, ukabuda apo kutomboenda kutherapy ubatsigwe, kurarama uri muFastlane unobondera chete. As long uri muPublic eye vanhu vanokutavura asi from this point onwards, zip your mouth ushandire mhuri yako.
Ava ndivo vevamwe vashoma pama celebrities atinawo mu Zimbabwe vatinofanirwa kutora sema role models, influencer and motivators not zvekuteverana nevanhu vasina zvidzidzo zvehupenyu .These 3 havana ma scandals.
mabasa a fake life, dai vakasamupawo makore akawanda, 42 years dziri nani pane 43 dziri kutaurwaZvakunzwisa tsitsi veduwe anywhere tongoti Go muraðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Zvikiti Mai venyu vava bhanditi motovaendesera sadza kuchikurubhi ndimi Ana go mura maimupesvedzera gegegegege 😂😂😂😂
Mbinga yanga iri mbada , yakazongodzoka yave katsi ( catfamily) ya shaker shaker😂😂😂😂. Siyai kuvhara vanhu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ko kuzofitwa mbavhaaaa kujeri 💪judge ngavabate basa.. batai mbavha gororo..