Saturday, July 05

News News

September 15, 2023

GreatHope Moreboys Arikubatsira Zvikuru Vekuuraya Mwana Vasungwa Zviripamutemo Varambirwa Bail

Aiwa vaMunetsi vanomira nesu as Zimbabweans zvakanyanya , Mwari vamuitire zvakanaka mkomanaMai Princess vanga vari kucourt nhasi and the culprits vazonzi vakasungwa zviri pamutemo so vakuita bail application.         Zvavo zvavaida kuti vanzi vabuditswe because vakasungwa zvisiri pamutemo zvarambwa izvo.          Great Hope thank you .Bail havariwane havo they are a flight risk munomacho vanema paper here vadii kungoiswa pa deportation sezvakaitwa nandipha na Bester nhayi

September 15, 2023

CCC Supporters Voda Tatelicious Ati Sorry Mushure Mekunge Apumha Chamisa Kuti Ndewe Zanupf Vanhu Vakatsamwa

Open letter to Tatelicious Christopher karigambe baba Tanya whatever u call yourself::         I come in Peace, but usiyane naChamisa, haanei newe, unorotomoka chaizvo uchitaura zvekwausina kuswera, vanokusekerera ndovanokukanganisa, unotaura kuti Chamisa is Zanu pf, heee arikudya neZanu pf, heee aregerera Job Sikhala, unoda kuti aite Sei?         CHAMISA haana kurambidzwa kuenda kuuChikurubi here? MaCourt emuZimbabwe unoaziva here? Indava uchitaura shit about Chamisa? Haisi mhosva yako. Pfungwa dzakachekwa pamwechete nemasvada. Kana usingade kupindurwa siyana naChamisa           Gadzirisa Jojo tank rako, waiseka Olinda hezvo nhasi rako rave Zijojo tank chairo.kana wasvotwa huya

September 15, 2023

Comic Pastor Wife Slowly Replacing Pokello Chokwadi Hakuna Mukadzi Akashata Kunze Uko Mari Yako Chete

Mai komiki is slowly replacing pokello❤️❤️Not lady sqanda here       Kunaka hakudyiwe anhuwoye everyone is beautiful in the eyes of the Lord....plus tese tochererwa kana tafa hapana anoomeswa

September 15, 2023

Makhadzi Mushure Mekunge Aona Career Yave Kupera Okumbira Ruregerero Kuna Winky D Bigman Sorry Mukoma

Wazogaya kaaa apa nhasi wagona kunyora Zita rake waimbotadza kutaura kaaa paya         Remind her winkyvahayimbe mchongoyo or sungura nenge yake achiti mhino se greenpaper akwane  Kutsvaka kuda kusvitswa shoko manje winky hanongereri zvemu bin hokoyo nema cane ikoko

September 12, 2023

Kuda Munangagwa Akatombosungirwa Nyaya Yekuba Mhuka Muzimbabwe Poaching Zvino Mari Zvayo Ingasara Zimbabwe Is Munangagwa Family Business

This boy Kudakwashe Mnangagwa was imposed as SEC President at Lupane University just 2 years ago…we understand the youth quota but hey….finance needs someone who understands a bit of numbers       The 600000 aren't part of the ownership structure of ZANU PF. They're just like football fans in a stadium, their presence is enough...So out of all the           600 000 ZANU supporters the drone was showing us at each rally, they could not find a deputy minister of finance and tourism?Zimbabwe is his father's game park    Zimbabwe is his father's farm ...and that magistrate is one of his father's employees          ZimDaily He is positioning h

September 12, 2023

Butterfly Onzi Timuitire Go Fund Zvanyanya Sure Kuita Kuverenga Tuma Piece Twenyama Mupoto Zimbabwe Yaoma Zanupf Pfee

😭😭Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotu😭.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo           Buterfly nhamo yazomusvuura😭😭Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population             ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣utwo haumbonzwe kuti kasvik

September 12, 2023

Zanupf Strong Party Of Evil Barbra Rwodzi Tourism Minister Uyu Akauraisa Vakawanda Including Murume Wake Verengai Zvizere

Barbra Rwodzi, the new Tourism Minister threatened a senior police officer after calling him a dog for simply doing his job, the whereabouts of the police officer are unknown. Her husband who was contesting elections as an Independent died in mysterious circumstances, ran one of the most violent campaigns in Chirumanzu, threatened her opponent Patrick Cheza with a gun before getting him jailed for no apparent reason           . Cheza is languishing in remand prison. For all this, she gets rewarded with a cabinet post…You can't be a true patriot without a messy record ,otherwise you will sell out when squashed bcoz you got nothing to loseEvilness is what makes Zanu pf a strong partyChinhu chedu!! Kwete che Zimbabwe!    

September 12, 2023

Shocking News Munangagwa Dambudzo Hos New Cabinet Ndovanhu Vanga Vangoripo Pakuuraya Zimbabwe 5 More Years Here These People Vachingotonga Pachitororo

BREAKING NEWS: President Mnangagwa announces his new Cabinet   Minister of Finance - Prof Mthuli Ncube (Deputy Kuda Mnangagwa)   Minister of War veterans Affairs - Christopher Mutsvangwa           Minister of Youth Empowerment Development - Tino Machakaire   Minister of Sports Recreation Arts - Kirsty Coventry   Minister of Environment - Mangaliso Ndlovu           Minister of Tourism - Barbra Rwodzi (Deputy Tongai Mnangagwa)   Minister of Defence, Security and War Veterans - Oppah Muchinguri   Minister of Women's Affairs - Monica Mutsvangwa   Minister of Local Government - Winston Chitando       &nb

September 12, 2023

Munangagwa Son Kuda Is Now Deputy Minister Of Finance Vakutoita Zimbabwe Tuckshop Tekumba Kwavo Macitizens Takangonyarara

ED’s son Kuda Mnangagwa is the new Deputy Minister of Finance. The exact reason they removed Mugabe claiming he wanted to make Zimbabwe a family affair…They remove Mugabe saying we are targeting crimals around Mugabe with this shit dramazChinhu chedu!! Kwete che Zimbabwe!           “He also named his son Kudakwashe David Mnangagwa as deputy Finance minister, Barbara Rwodzi as Tourism minister and his side luck Owen Mudha Ncube as Midlands provincial minister.       He also named his nephew Tongai Mnangagwa as deputy minister.”   #MUCHADURA!!Ministry of Finance is one of most powerful cabinet portfolios after the presidium...

September 12, 2023

Honourable Hwende Vokumbira Ruregerero Mhuri Ye CCC Handichanwe Futi Or Kubata Chikafu Muparliament

Nezuro Honourable Hwende vakakumbira ruregerero kumhuri yeCCC nenyaya yavo yekumwa mvura muParliament         Once again izvi zvinoita kunge majokes untill your doctor tells you kuti wava neCancer It's better to be paranoid and safe than to be too trusting and die           Minimise your exposure to any potential Zanu related danger  Please CCC cdes takurai food yenyu zvese nemvura yenyu Zanu Pf irikuda 2/3 majority muParliament umo           By Elections are loading,,don't render yourself a victim    We love you cde Hwende   RIP Morgan Tsvangirai,Patson Dzamara,Tamsanqa Mahlangu

302 303 304 305 306