Munofitwa kudarika mother vaye vemasisiriri vanonzi rue watwat... Handidi munhu pacomment yangu Mai inodya zvayo iyi uuuuuu apa haimiriri kuti chipore chikafu kkkkkkk inenge ichiita kuhuta nekuona chikafu gegeee Basa rako munhu unototi uride ukasarida unoshanda rani vanhu havadi nemabasa avo Mnangagwa akangoramba nerake vanhu vese tichiona Ndikawana munhu akadai for my kids Aiwa ndovata hope. Bless you Madhuehaa kumbire chikafu uyu kana akadya kg imari yake zvichipinda mudumbu rake hee kudya mukurambidzwa here munhu anomirira paagutiraZvekuzomedza sadza riri kubuda hutsi ipapo kwete otherwise munhu bho
JAILED comedienne and musician, Mai TT, has revealed the difficulties which led her to a life of crime and fake marriages that left her counting the costs when she was incarcerated. Her shame at her imprisonment, and her desire to maintain her true self, has caused her to learn from her mistakes and seek redemption.
This woman needs to do some real soul searching and introspection. She’s still living for peoples validation and can’t see that people see through the lies. The truth will set her in good standing and free her spirit more than any lie ever could. #mbavhakujeriLets hope mukabuda munenge machinja aaa nekuti muri rough sterek imi
Oh nooo feli why nhema futi dei wagumira pafake life chete so you will never change my sister ko landcruiser tinashe was there here magonyeti awakachinja muzita rako mota 3 the rentals .. imba malboreign yawaka renovater wakuramba kubva uchiti ndeyangu ?faking passports?lol the list is endless my dear and siya zvekuramba wo explainer yes tinashe akaita zvake but listen Tinashe akatoita kuti nhema dzako dzawaiva wareva for so long zvibude if not for tinashe vanhu vakawanda vaisa believer kuti uri mbavha..Wat about kuda kurayisa vanhu kurovesa vanhu and all other evil staf besides humbavha ....mend your ways felistas
Hanzi ndinemunyama wekudanana nembavha, iye ari mujeri for humbavha meaning everyone is being told kuti if not for Tinashe 🙄 Achiri kungonyepera maphosa nanhasi akazvipa unnecessary pressure and mari akadya hake haana kubirwa Yaaaaa pakupisa kwete zvekumboseka zvipande zvako zvakawandisa umwe wangu kana vabuda uchadzidzisa vamwe kuti feki life yakaoma
Shame maiTt handina hangu Mari dai ndinayo ndaikubatsira panopfuurika dear be strong Lets hope mukabuda munenge machinja aaa nekuti muri rough sterek imiUmmm nhy veduwe zvavatosimba chayzvo kudzokera kare tichitanga kuvaziva Hanzi ndinemunyama wekudanana nembavha, iye ari mujeri for humbavha meaning everyone is being told kuti if not for Tinashe 🙄Kkkkkkk une munyama wekungokumbana nemapenzi woda kumafadza neFake life.
vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣Kate Mbofana kuda kuzoti nyangadza zvedu kkkkkkkkk Matanga kuzviposter megahai suka wena usatinyaudze nezvinhu zvisina basa nxii Ayiwa iyi mereji iyi inomwisa mvura boss munyu vane choice havo veduwe ndomitakunanzva inorehwa naKerita kaiyi dai pasina kuti anozikamwa kuti murume waboss munyu dai takamuona kare kwakerita uko kouyo ndovarume vaanenge achitaura kaaa 🤣🤣🤣 imbotipaiwo munhu tigeze titendeuke muzvivi
vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣 Ndovanhu vasina kana basa manje🤣🤣🤣🤣asi zvekurambana havarambane havo kutsvaga havo ma love nema likes Message yaakanyora vazhinji hamuna kunzwa chirungu. Havana kurambana Ava vanga vari vese Tanzania Vanhu vanotsotsana Henz vanonetsa but kungoti we don’t care hedu netunyaya nyana twavo
Shingi Munyeza, still lives in Borrowdale Brooke but is facing serious legal troubles over debts that even the sofa he sits on has now been attached. He is now a tenant in the house, which used to be his own in the upmarket suburb, and pays rentals of US$1 500 a month. Remarkably, all the movable property inside the house, including the sofas, chairs, tables, cups, pots and television sets have also been attached because of his debt challenges.
Mukadzi akanakira murume asati ambodanana naye, ukaziva uzvozvo unobatsirika Moira anechikwambo chiripaarii like hanakidze kuonaa menooo sooo + hadike soooooo akaiswangoziI think women don't get us.. You might be beautiful but attitude yakashata.. Beauty ine isina kana basa.. We also want inner beauty.... And peace.. If you don't give us peace you are for the streets..Its only you ukumuchiva calaz akatozvitester kudhara akafinhwa plus what I realize most of ladies vakadai havanake imvura dzega dzega Tisiirei calaz please musade kuchekeresa Mubhanditi takaipfuuraI don't know mahn but hamheno zvaari so its like she isnot ugly neh but not beaut