Teacher ne student veForm 3 pa boarding school vabatwa vari mu relationship inonzi inopwanya mitemo yechikoro. Vamwe vadzidzi vakati vaingovona teacher achinzi anonyanya kufarira musikana uyu, achimutumira kunoita mabasa asina zvazvinobatsira dzidzo. Zvakazopera zvava pachena mushure mekunge vamwe vadzidzi vaona meseji dziri pafoni dzavo. Vabereki nevamwe vashandi vechikoro vashamiswa zvikuru, vachikumbira kuti nyaya iyi iferefetwe zvakadzama. Headmaster ati zvirango zvichatorwa zvichienderana nemutemo wechikoro pamwe nemirau yeMinistry of Education. Nyaya iyi yapa zvidzidzo zvakawanda pamusoro pekukosha kwekuremekedzana pakati pevadzidzisi nevadzidzi.
Fashion model Idai sits down to talk to us about how becoming a naturalized citizen after growing up in Japan from a young age has affected her life and career. She may have grown up in Japan but she looks African?. There is a DJ Natsumi Miyata born and raised in Zimbabwe to African mother and Japanese father. She looks 100% Japanese. I guess her father's genes were stronger
Zimbabwean UFC sensation Themba “The Answer” Gorimbo has mysteriously gone off social media ahead of his highly anticipated welterweight clash against American fighter Jeremiah Wells at UFC Vegas 110, set for November 1, 2025, at the UFC APEX in Las Vegas, Nevada. Sources close to Gorimbo say his social media silence is intentional, signaling a period of deep focus and mental preparation for what could be one of the toughest fights of his career. Gorimbo, who holds a record of 14-5 (UFC 4-2), will face Wells, a seasoned competitor boasting a 12-4-1 (UFC 4-2) record and known for his explosive finishes and strong wrestling base. Gorimbo’s decision to log off from platforms like Twitter and Instagram appears to be part of a disciplined training routine under MMA Masters
?Pashoma pamuinapo ipapo will go a long way please +263 7 72889372 (Nyarai Mtandwa) 0772974222 Hazvinei Guveya Chatove chijairira hazvichanakidze manje parufu vanhu vanongoshanda nezviripo vakaregerei kumutsvakira mari paaitadza kushanda apa zvobatsirei kufadza vasara asi afa aishaya zvakakwana Madiro amunoita kupemha kaa nemari dzamuinadzo mukaita 50 pamunhu anovigwa sahwira wenyu uyo musangode kupemha perhaps muchanyimisa vanenge vakaomerwa nekungoti pese pese mukuda kubatsirwaBut people you need to be mature enough in your industry.....varombo varikuvigana pasina kuita mavideo ekukumbira. You claim to be celebrities muchienda kumaholidays but motadza kungogamana makanyarara.....at least support
Hesi munhu Ari padhuze na poki?Apa handzi when the guy is with him gulez is allowed to call pavadira ne ma video call futi ??iye she is not allowed when the guy arikumba kwake anoudza send a msg or wait for my call ?dyirwa musaga uri zii PK handiti wakada mari.we know you want to be like Ana Dan uya wemurume weku Nigeria ?? but you can’t??Pokello this pas few days you trying so hard especially after kelvin the wedding planner posted that video of your maiguru and people were complementing her how classy she is and how the husband supports her in the public.so on Sunday you went to china ukufambira zve champagne yako and you begged that man to go with you nekuchema nekuchema just because you wanted to prove a point on social media ?
The wife must make a plan and get things out to another cheaper place until his case is finalized. It's life and she has to adjust and do zvinonderana nesituation Property Dispute Erupts: Mike Chimombe's Firm 'Millytake' Evicted in Eastlea Harare – A contentious property dispute has culminated in the eviction of Mike Chimombe's firm, Millytake, from its premises in Eastlea. The eviction was carried out by the new property owner after a protracted disagreement over the occupancy of the premises. Sources indicate that the trouble began when the previous property owner allegedly cancelled Millytake's lease agreement. However, the firm, headed by Mike Chimombe, reportedly refused to vacate the
First Daughter of Zimbabwe ?? Chido Mnangagwa Speaks ✊??♂️Zimbabwe is a Country of milk ? and honey ?- Zvinhu zvanaka and zvirikunaka ✊✊??
Breaking: kuEpworth kune mukadzi abaya murume wake nebanga hura hwakabuda panze. Mukadzi asungwa, murume amhanyiswa kuchipatara. Avo baba ndivo vapinda kuti vadziviridze ndokubva vachekwawo. Vatoyendeswa kuchipatara as well.Zvanzi baba vabaiwa nemukadzi wavo kuEpworth Muporofita anobatsira vanhu zvekuti. Madzibaba ava varwadziwa zvikuruMukomana uyu ndiye azomhanya akabata Amai vekubaya murume kuEpworth. Zvanzi vanga vakutiza. Vazosungurirwa netambo pamuti kuti vasatize kusvika mapurisa asvika.
HAAA PASI HARIGUTE SURE TASANGANAWO NEDAMBUDZIKO MUMWE WEDU WATINOSHANDA NAYE NHAMO INESU ASHAYIKIRWA NAMUKOMA VAKE HAA ZVAKAOMA?Chichema upedze shungu nhamoinesu may God almighty comfort you and your family