I want to name and shame ZIMRA. In August, I sent a package to Botswana for a relative and they only paid P1000 duty when it arrived. Today, I tried to send a much cheaper parcel to Zimbabwe. The postage was even lower, but the lady at the post office told me the person receiving it would have to pay US$946. ??? What kind of sorcery is this? Does it mean we can’t even send simple gifts to family and friends in Zimbabwe? For context, the items I was sending were only worth US$70. Even the post office staff were shocked. The lady called her colleagues to check, thinking it was a mistake. They reprocessed the parcel, and it still came out as US$946. ZIMRA, please rev
Ko mapikicha arikutora ndianiko panguva yakaoma kudai ?Ko Mai Mazowe matadza kuperedza shamwari yenyu kubva uk ari wega asina anomunyaradza UK team hamuna kubatanaVeduwe mhikicha dzichazove ndangariro idzo for the coming years,,let her be,,munomuona akadai mukati kusarwadziwa here munonzwa kuti afenda asvika kumba pavanhu,,arikumutora wacho ndiani musati majudger,,haasi auya nemurume wake here?inini I know this vanhu vakatobva SA nechitunha kuenda Masvingo kunosvika nehadzvadzi yake pamusha panaAmai ariiye ayiita zvese kuno achimira mira kuti munhu aende kumusha,asi the moment yaakasvika pamba achiti baaa amai vake akadonha akafenda kasingaperi asi ariiye abva nechitunha so don't judge her
Muchina Kurova Munhu Pabasa. Muzimba Arohwa nemuchina Pabasa Apa haana kudzorera . MaChina anobhadhara Mapurisa Saka haasungwe
Kubatwa chaiko! Zuro manheru paHighfield kwakabuda mashoko anonetsa apo Mai Aisha, mukadzi anozivikanwa nevakawanda munharaunda, vakabatwa nemurume wavo vari muimba nevakomana vaainge vachidhakwa navo chinyararire. Zvinonzi murume wacho akanga abva kubasa asina kuzivisa, ndokuuya kumba akawana musuwo wakavharika zvine chekuti achibva amanyira kupinda — ndipo pakabuda drama.
The long-awaited sentencing of businessmen Mike Chimombe and Moses Mpofu is finally moving forward, with the High Court directing that the process begin immediately, despite attempts by their legal team to postpone proceedings. The two were recently found guilty of stealing US$7 million from the government’s Presidential Goat Pass-On Scheme, a project meant to empower rural farmers. Instead, the court ruled that Chimombe and Mpofu diverted the funds for personal use, leaving the national program in ruins. Their lawyer, Professor Lovemore Madhuku, pleaded with the court to delay sentencing until a written judgment was provided, arguing that his clients needed it to prepare a full mitigation. But Justice Pisirayi Kwenda stood firm, saying the conviction had been clearly delivered
Mai Rasy soon vachaona kuti social media haina kwayo. Vachaundugwa murume wavo ago yanikwa, their past igounzwa havasi kunyatsoizivaSisi Mecky vanyora vachida help kuna Mai Titi kuratidza kuti azvina kumira mushe Havana mari ♥️ Ndatofunga kuti vanhu vachaita zuva rese vachiona kuti zvinhu zvavo zva In order.Mai Raisy vabva vavhiringa zvenhamo vakunokukuradzana na Byt ezvino ndivo vakupihwa attention. SISI MECKY VARIKUDA HELP VAKAWANDA VATOKANGANWA .Matadza kuzounza Hama yenyu mai Byt Mangwana zvenhamo zvapera hatidi vanhu vari selfish pano.Zvamaita maratidza kusafunga matadza kuremekedza mumwe wenyu nekuda attention musazodaro .Ngaticheme nevano chema
Murume uyu anonyudziswa chete but mhosva haana hake but bybit mangwana kana ohura mai vacho vasachema coz varikuda kubvisa munhu pamurume wakeAna Mai Rasy's Diaries vachanyudzisa vanhu nekuda content Bybit murume wako akapusa achasungirwa nyaya ye statutory rape . All those people near you want content from you and are not genuinely supporting you .vamwe vachanyudzwa nekuti varikuda kuti mwana asiye imba yake vaite content varikungoda kurira cheteKana murume wa Byt akasungiswa namai Raisy nyathi ngasungwe nekuti akarora Joy ane 13 years
Vafana vtatu ava vave kuita headlines paCape Town mushure mekubatwa vachiedza kubira umwe Uber driver, zvichitevera mashoko ekuti vari pakati pevabhi vanonyanyotambudza maUber drivers munzvimbo iyoyo. Vanhu vemunharaunda, vakatsamwa nekuwandisa kwakaita mhosva idzi, vakabva vavatora vakavapa kurudziro yakaoma vasati vafonera mapurisa. Zvakaitika izvi zvasiya maUber drivers nevagari vachifemera pamusoro, vachiti nguva yasvika yekuti vanhu vemunharaunda vamire pamwe chete kudzivirira mabasa evapombi vanozviwanira mari yavo nemaoko.
Social media has erupted after Bybit, the young woman whose story recently touched thousands of Zimbabweans, announced that she will not be returning to school despite the overwhelming support and offers to sponsor her education. Instead, she says she is choosing to go back to Chiweshe to live with her 45-year-old Madzibaba husband in their polygamous marriage. Zimbabweans had united with one goal—to help her finish school, uplift her life, and give her a fresh start. People volunteered school fees, uniforms, accommodation, and even mentorship. But Bybit shocked supporters when she firmly declared that her happiness is in her barika, and she would rather resume her life as a second wife than return to the classroom. The announcement has split the nation. Many are
Another accident in a makeshift bridge on the Lundi-Ngundu detour along the Beitbridge-Harare highway, Africa’s busiest border motorway. Another accident in a makeshift bridge on the Lundi-Ngundu detour along the Beitbridge-Harare highway, Africa’s busiest border motorway.