Siyanai ne fake life ma socialites epa Zim so Sandie akano hire dress nekunotorwa ma Picture kwa Madam Boss asina kana mari yerent.Munhu waanga achigara naye mupfana wa Pj akamuti chibuda ndakudawo freedom yangu anga asirikutoda kubuda achiti handina ye rent ...ndobva aburitsa zvinhu zvake panze akazviisa pa vheranda ndozvamurikuona apo mudziyo yake....Saka Sandie anovhurisa Prisca Jack docket rekuti ndadzingwa pamba na prisca ?Hanzi Sandie hatenge kana chikafu akatenga kana ma chips anoviga ukangoti Budei osara achidya apa anoda life yeku hire hembe nekuitwa ma makeup...ukamuti chibhadhara rent anoti haana mari...Apa ane mwana ari form 2 asiri kutoenda kuchikoro mai vasirikubhadhara fees yemwana vari busy kuno hire hembe ne
Musikana Weku Warren Park Anezibhinzi Kuita Kunge Kadora Ka Wicknell Atorwa video ne boyfriend yanga ichi musta bota MuMotor nezvigunwe https://whatsapp.com/channel/0029VbClvrN3gvWf8XJf2d0b
Leaked Video Joshua Maponga & Rutendo Matinyarare Scheming A Plan to get Money From Kuda Tagwirei watch more videos on WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029VbClvrN3gvWf8XJf2d0b
Asi chii chaizvo nemi ma Zimba ?Kuno ku Mpumalanga South Africa maZimbabweans anga achigara pamba vachi roja full house Landlord haagaripo MaZimbabweans aya kwakutanga kuchera zigomba hanzi pane goridhe/Gold hanzi takaudzwa nemweya kumasowe kuti cherai 50m down pamba pamuri pane goridhe . K uchera mugwawawa pamba peVaridzi sure .I always tell you kuti vanhu vanoita zvemasowe do not deserve to be on this earth. Zvima aliens ?
Nematambudziko Video Rinorwadza Mwana Wevhu Thomas Phiri Achinyura Mumvura Akadhakwa Ku England Akanga Asingagone Ku Swimmer watch more videos on WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029VbClvrN3gvWf8XJf2d0b
Unknown assailants petrol-bombed and destroyed the Kwekwe farm residence of Bishop Ngoni Mwazha — son of the late African Apostolic Church founder Archbishop Paul Mwazha — in a shocking late-night attack that left property worth more than US$150,000 reduced to ashes. The terrifying incident unfolded while the family was away in Harare. According to Bishop Mwazha’s wife, Desiree Kwaramba-Mwazha, their daughter Loveness was alone inside the sprawling 13-roomed house when she was startled by a loud bang and the sound of shattering glass. Moments later, flames erupted through the home after what is believed to have been a petrol bomb attack. Acting quickly, Loveness narrowly escaped the inferno and rushed to al
SAD NEWS FROM DM: Guhwa ririkuti mwana uyu anogara ku Trojan Section 5 azviuraya. Hanzi anga achitambisa sheet ndiro raabva azvisunga naro kwakutofa. Zvakaoma. ?Rest easy Muku ??Haaaa mhepo dzacho kasi ngadzisadero mwana mdoko zvekuti fungwa yekuzviuraya haisi yega iyiUmmmmm ,zvakaoma veduweee mhepo chaiyo iyi mwana mudiki iyeyu angafunga pfungwa dzekuzviuraya hereBindura maakujairira zvisina bsa
Just imagine kunyatsomirira kuzosungisa munhu paevent aiwa it was bad Lorraine wakabhaiza hakoIni zvangu nyaya ya MAMA RASTA GRAY vasungwa ndakazvinwa asi ndine ka soft spot navo ndakashaya simba yekuposta ndicho chokwadi. But ndakabatsira pandinogona kuti vabude. Yes handirambe kuti mama rasta vanodsnha but panyaya ya lorraine guyo na shumba aiva ku side kwako achito disser pattricia. Uye why kumirira pa event ya Madam Boss kuti musungisai munhu handione zvakanaka hangu. Nemi mama rasta chava chidzidzoKahurubvu rubvu kambwa ka guyo akaLoreen muroyi chete ndozvavaitaura namhosva pafon.. Maziroyi evanhuAna roreni kani ewo
Mashura Video Ramires Achidya Bota Mwana We N’anga Kuti Masimba Ake Ekuimba Awande Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029VbClvrN3gvWf8XJf2d0b
OVER 50 PUPILS, TEACHERS HOSPITALISED AFTER BEE ATTACK IN BULAWAYO More than 50 pupils and teachers from Barham Green Primary School were rushed to Arundel Hospital at United Bulawayo Hospitals this Friday evening after being attacked by a swarm of bees. Bulawayo Chief Fire Officer Mhlangano Moyo, who attended the scene, described the situation as chaotic, with four ambulances deployed to transport victims who sustained multiple bee stings. Authorities say medical teams responded swiftly and those affected received urgent treatment. #ZBCNews #Zimbabwe #Bulawayo #Education #BreakingNews #PublicSafety #EmergencyResponse #HealthUpdateThese are children and teachers who were attacked by bees. Such attacks can be deadly but the jokes here about this traged