Tuesday, June 30

News News

June 30, 2026

Mnangagwa Firing VP Chiwenga

‘Mnangagwa Firing VP Chiwenga’BREAKING: Chivero Alleges Mnangagwa Firing VP Chiwenga And Handing Over to Wife AuxilliaAs soon as he’s signing CAB3,         Emmerson Mnangagwa is going to say his age has advanced, and he shall push up his wife, Auxillia, says war veteran Knox Chivero.Can you imagine a govt led by Auxillia how horrible it will be,” further alleges Chivero.         Chiwenga and others will be sent to the political dustbin; not only Chiwenga but all war veterans, opposition parties, everyone will be pushed down, adds Chivero. VIDEO Nox Chivero war Hero Speaking 

June 30, 2026

Murume Uyu Ngaasungwe ZRP Kuponda Mukadzi

Atadzeiko nhandi vakadzi usati wadanana nemunhu chekai kuti dzinodhonza here plz munofira iwo mabraids e dollar       Ngaamu teme aone kuti life can change in seconds. I’m not condoning what the young woman did but you can lose everything in the blink of an eye.          haaa kudanana nemhondi kungoitawo???? type Iyi ndoyandigere nayo kuno kana usingachaidi unotochinja city        saka varume vese avo vatadza kudhonyora munhu 1 iyeyu ere       Problem munopa mhondi stonyeni muchinyina ana bawa Fogi ?

June 29, 2026

Brian Anogara Cape Town ku Phillipe Auraya?James Nekuda Kwe 50r

Mkomana and jacket reblue anonzi Brian anogara ku SA Capetown auraya uyo anemkadzi pa pic anonzi James kunzvimbo ye Kappa inonzi Island ku Phillipi East amubaya nebanqa mushure mekunqa abvunzwa chikwereti,haa zvakaoma,saka atiza anyone with information please contact police?nematambudziko vehamaNdosaka       makudzingwa mukunyanya kuyita zvakaora kunyika yevanhu hamhuchazive zvamakafambiraIpapa mnhu anenge achibaira munhu R50 chaiko veduweeee tanga mafunga pane kupfuudzira munhu R50 eish so sry

June 29, 2026

3 Zimbabweans Vapiswa ku Doorfortein Joburg

Sorry guys kuDoorfortein Joburg fire ? ? ? yesterday Umu ndimo makashaikira hama dzedu 3 vekuzimbabwe zviri kurwadza chaizvo Panguva yekudzingwa zvimwe zvobva zvadai ????? life is very unpredictable         May our loved family of three Rest in peace ? ? ? ?Ndimomakafira our 3 fellow Zimbabweans. Hupenyu wakaoma,we just put everything in the hands of God.   The family is heart broken and they don't know how are they going to raise money to send all 3 bodies to Zimbabwe.

June 29, 2026

Mashura Video Prophet Walter Magaya Vachinamatira Musikana Aneshave Re Amaphiyano

Mashura Video Prophet Walter Magaya Vachinamatira Musikana Aneshave Re Amaphiyano   full video whatsapp https://whatsapp.com/channel/0029VbClvrN3gvWf8XJf2d0b

June 28, 2026

Prophet exploit the 22-year-old victim under the guise of a healing ritual.

GWERU — A 25-year-old self-proclaimed prophet from the Mkoba 4 suburb of Gweru has been sentenced to 15 years in prison for raping a woman who approached him for spiritual assistance. The offender utilised spiritual manipulation and fear tactics to exploit the 22-year-old victim under the guise of a healing ritual.               /   The incident occurred on June 4, 2026, when the young woman visited the Nyenyedzi Nomwe Shrine in Mkoba 4 seeking prayers. Prosecutors stated that the offender, who was practicing as a prophet at the shrine, told the victim she was possessed by a spirit causing men to lose interest in her. He further alleged that her undergarments had been stolen for ritual purposes.   &nb

June 28, 2026

Rejoice Makandiwa, the daughter of Prophet Emmanuel Makandiwa, is officially married after her lobola

Prophet Emmanuel Makandiwa’s daughter, Rejoice, has been married at a lavish lobola ceremony at the family hilltop mansion in the capital.Rejoice Makandiwa, the daughter of Prophet Emmanuel Makandiwa, is officially married after her lobola ceremony was held today.   Congratulations to the newlyweds as they begin their journey together.? BREAKING: Prophet Makandiwa Becomes Father of the Bride in Lavish Hilltop Lobola Ceremony! ??         Rejoice Makandiwa’s stunning traditional wedding has set social media buzzing as Prophet Emmanuel Makandiwa celebrates his daughter in a luxury-filled lobola ceremony at their Harare hilltop mansion ❤️✨   The emotional moment between father and daughter has captured everyone’s

June 28, 2026

Nhepo Chaidzo Nyaya Ye Charger muna9th Street kuhatcliffe ndoyaita Kombi Idonhe

Mota iyo yadonhera muopening drain after the owner of the car has asked his friend to put the phone on the charger. Munhu atumwa uya abva amutsa mota ndokuenda kumaraini kwake muna9th Street kuhatcliffe.       So the guy who is believed to have been in high speed abva asvika achidonera mugomba. No injuries has been recoderded and the owner of the caravan said he will foot the bills of the car that has been parttially damaged. Apopota zvake mbijana.

June 28, 2026

Hulungende and Maloti vatsika munhu kuKariba ane nhumbu mumusoro akaenda pasipemota Ivo vanga vachitiza kutemwa mabhondoro

Allegedly....   Hi Admin Hulungende and Maloti vatsika munhu kuKariba ane nhumbu mumusoro akaenda pasipemota Ivo vanga vachitiza kutemwa mabhondoro nevanhu after vadzingwa pastage nefuns vakukandirwa mabhoro munhu wavatsika afira kuchipatara nhasi makuseni You can cofirm on page raKariba munhu afa anonzi Ashanti       Ma Hanzi until its confirmed...Varikunyanya kusekererwa mafans acho ekumovement ndoanosekerera zvisina basaAya ndomaone chiporofita chiya chahulungende chazadzikiswa kut ngaanodzkinurwa vakatukirira hezvo auraya munhuAya ndoma1 manje

June 28, 2026

Hulungende and Maloti vatsika munhu kuKariba ane nhumbu mumusoro akaenda pasipemota Ivo vanga vachitiza kutemwa mabhondoro

Allegedly....   Hi Admin Hulungende and Maloti vatsika munhu kuKariba ane nhumbu mumusoro akaenda pasipemota Ivo vanga vachitiza kutemwa mabhondoro nevanhu after vadzingwa pastage nefuns vakukandirwa mabhoro munhu wavatsika afira kuchipatara nhasi makuseni You can cofirm on page raKariba munhu afa anonzi Ashanti       Ma Hanzi until its confirmed...Varikunyanya kusekererwa mafans acho ekumovement ndoanosekerera zvisina basaAya ndomaone chiporofita chiya chahulungende chazadzikiswa kut ngaanodzkinurwa vakatukirira hezvo auraya munhuAya ndoma1 manje

1 2 3 4 5