Thursday, April 02

News News

April 23, 2023

Vanhu Voti Mai Sauti Mai Vana Mhosva TV Vakasekwa Nedenga Vana Vose Dzavengochani Kupera Kupfeka Madress Vanhu Rume

Vanhu voti mai Saudi mai vana Mhosva TV vakasekwa nedenga vana vavo vakomana vese majaha vopera kupfeka marokwe .

April 23, 2023

Mhosva Na Handsome Gudo Mukadzi Nemurume Kwasara Kuchata Mukosho Wadhambiswa Wakufamba Uchisura Sura Road Yese

Mukadzi Nemurume June akapera kwasara kuchata mhosva mukosho wadhambiswa na handsome Gudo .

April 22, 2023

Lorain Guyo Makore Ake Anoverengwa Ne Reverse 23Years Kachembere Ikaka Mupeyi Makore Ake Chaiwo Not Ekubhora Saka PaPic Iro Aive Ne 5years

Lorain Guyo sis vanozivikanwa nemakore ekubhora vapei makore avo chaiyo because kuti ndewa 2000 that's a lie   23years old makore acho anoverengwa achirova kumashure saka panic iro alive ne 4 years zveee.

April 22, 2023

Ngochani Sviden Family Yoti Maitt We Are With You Potential Dhakaboy Sviden Akanda Cv Akuto Replacer Ketty Already Kkkkkkk

Kamuchacha  iro Dhakaboy iro potential Dhakaboy svideni arikukanda cv  akuto replacer Ketty.He said Maitt Diaries we are with you as cat Family we kno that you are working so hard to cover all debt.

April 22, 2023

Chero Mukati Madamboss Inyoka Anoruma Muvhu Ndokugona Ikoko That's why Many Companies Endorse Her Avo Hakuna Anovada

Chero mukati Tyra anorumira muvhu but ndiko kutingwara ikokohauone achinyora zvisinei naye. Mukadzi wamhofu akangwara wakanyanya

April 22, 2023

Madhaka Boy Amaitt Manyowani Mai Maketeni Atori Busy Kukuseka Uchitukwa Na Doreen Vanhu Ava Havakude Vanotida Zvavo Kutsvaga Mafollowers Newee

Felistas Murata maitt ukumuona Dhaka boy wako munhowanianga ari busy kulive YaDoreen nexuro achiisa hake ma Laughing 😃 😀 😄 emoji aitonakirwq uchitukwa.Rega nhasi uti zvemashamwari bodo.

April 22, 2023

Lorain Guyo Is 23 Thomas Chizhanje Is 39 16 Years Age Difference Vodzokererana Here Grace Mugabe And Robert Mugabe Of Our Time 🤣🤣🤣

Thomas chizhanje is 39 Lorraine Guyo ndewa 2000 she is 23 makore ekubhora zvawo kkkkkk .Age difference yavo is 26years but many people vari kuti vakafitana. Age difference ine basa here mumarriage?

April 22, 2023

Shema TV Baba Ruva Vakusvota Manje Ungati Chanana Kuisa Chigunwe Mumuromo Vakuda Kusungiswa Manje Vakutora Advantage Kutengesa Zvinhu Vaendese KuZimcare Mhani Vakushungurudza Vabereki

Shema tv Ini baba Ruva vakundisvota chiiko vakuda kusungiswa manje hona zvavanoita ungati mwanana.musi uno airevera gogo nhema nyaya dzeephone.

April 21, 2023

Tallyn Ndudzo And Ketina Tell Maitt We Want Our Money Back Tallyn Oseka Kuti Kettina Waipesuka Uchienda Kana Kumba Wanga Usingachauye Konodya Sadza Cozy Of Maitt Tirikuda Mari Yedu Sisi

Kettina said maiitt I want my money back .I need my money Tallyn Ndudzo x girlfriend ya Nox Guni oseka zvake achiti.  "Adi imi sis ka maipesuka muchienda kwamaitt kana kumba manga musingachauye kuzodya sadza .I love you big sis anyway maitt tirikuda mari yedu.🤣🤣🤣🤣 shamwari yangu wadya here

626 627 628 629 630