Thursday, April 02

News News

April 21, 2023

Leaked Messages Mai Maketeni Ndosisters Keeper Here Makunyeya Kuchera Maitt Paaiti Ketty Is Not Of My Type Mushandi Wangu Munhu Asingageze

Hakuna chinonzi friend Makura imii Mai Maketeni akuchera chikiti zvaaitaura about ketty. Ketty us not of my standard ndaitomutuma kumushandisa that's where she belong behind me I'm her boss kuda kana kusada.

April 21, 2023

Tirikutsvagawo Anna Neria Mubvumbi Akapedzisira Kuwanikwa Pakati Pechimoyo Netete Ku Mozambique Achinzi Akakwira Truck Raienda Kumalawi Nangasi Haasati Awanikwa

Tokumbirawo kutsvagirwawo Anna Neria chibvumbi akapedxisira kuwanimwa pakati pechimoyo netete kumozambique achinzi akakwira Truck raienda kumalawi nanhasi haasati awanikwa kune vose vanokwsnisa kuziva kwaari tibatei  0027833330529

April 21, 2023

Cat Family Yoti Gofund Maitt Vanhu Vakati No How Many Times Tichiita Go Fund Zvikwereti Zve 140 000USD Zvanyanya

Cat Family yakuda futi go fund hanzi maitt vanotipa content saka caitirei gofund .But Ruzhinji rwajamuka juti we go funded her more than 10times. Hatingazvipedze Zvikwereti vanhu venyika dzese vazvitadza ngaazvionere money more than 140 000usd.

April 21, 2023

Ketina Oti Kuna Olinda Sorry Handichakutuke Hauna Chawakanditadzira Ndaitumwa Neshamwari Yangu Maitt Wadya Here Apfeka Apolo Jersey

Nyari Olinda zvanzi na Ketile ketile sorry  you are my friend handichakutuke uye hapana chawakanditadzira zvangu but ndainira neshanwari chete.

April 20, 2023

Uebert Angel Cleared Of All Charges

Uebert Angel cleared of all charges  Following the recent broadcasting of Al Jazeera ‘gold mafia’ documentary which suggested that Ambassador Uebert Angel was complicit in the illegal trade of gold smuggling to Dubai and money laundering using state institutions,  investigators have concluded that the information aired in the documentary was  inaccurate and malicious.  The investigation found that Ambassador Angel was Falsely Accused of Gold Smuggling and transnational organised crimes after it became apparent that no research was conducted or verified prior to the broadcast of the documentary and no evidence was ever found.   It is infact suggested that this was an organised smear campaign against An ambassador who was executing his duties at the

April 20, 2023

Maitt Anga Achida Kupesanisa Ketty Na Doreen Zvaida Kuita Tyra Na Fungai Mtisi Mharadzi

Maitt vaida kuparadzanisa Ketina na Doreen zvaida kuita madam boss na fungai Mutisi kuda kuti vafanane naye asina anomurwira kana sibling 1 zvayo waanowirirana naye kwavo. Blood is thicker than water 💧 

April 20, 2023

Mudiwa Cookie Oti Maitt and Ketina It Ended Up In Tears Misodzi Yangu Haiwire Zvenhando Njuzu Yekumasewege Inoroya

Mudiwa cookie Njuzu oti Kettina and Maitt misodxi yangu haywire zvenhando this is just the beginning of the the end manjuzu ekuma sewage  manjenjee. Don't confuse my silence for  weakness.

April 20, 2023

Shamwari Yangu Wadya Here Maitt Zvatooneka Maida kuita Ketty Dhaka Bhoyi Kuda kumushandisa But Masomera Sisters Yakugona Ketty Aramba Kuitiswa Abvvisa worksuit Yehudhakaboy

Shamwari yangu wadya here Haa yawazoitwa ne Masonera Sisters ndoinonxi unjodo unjodo makako edatya kumaona hunger rapidiguka. Joyo Dhaka boy ketty akurura uniform apfeka suit chaiyo manje akuudza hu toxic mmh this life zvanhasi togumira pano.  

April 20, 2023

Maitt Waituka Nyika Yese Kuti Hamuna Mari Seat Down Iwe Utori Tsuro Yemubook Kuzviroora Nemari Yemufi Yakupfuka Hauna Nyadzi Ipa Tete Mildred Mari

Feli do you still remember uchituka chero munhu uchingoti ibvapaa hauna mari we all though kuti for sure unayo mari maparties uchiita ,matruck uchiita ,madhouse uchivhura adi nhasi wakutuka tete Mildred vakakubatsira. Tokumbirawo udzose mari yemufi unoxviroodza nemari yemufi hauna nyadxi

April 19, 2023

Vanhu Voti Cake Rebirthday Ra Madamboss Ndomacake Emunhu AKakwana Not Maitt Aye Ekucheka Negidi Nemiseve

Fans are now comparing the 2 famous biggest  Zimbabwean socialites Maitt and Madamboss boss birthday 🎂 cakes. Vamhu voti cake Ramadamboss ndoma cake evanhu vakakwsn not a Maitt aichekwa negidi nemiseve munhu avhishandisa mari yezvikwereti kuonererwa.

627 628 629 630 631