Fans are now comparing the 2 famous biggest Zimbabwean socialites Maitt and Madamboss boss birthday 🎂 cakes. Vamhu voti cake Ramadamboss ndoma cake evanhu vakakwsn not a Maitt aichekwa negidi nemiseve munhu avhishandisa mari yezvikwereti kuonererwa.
Kikky Baddas Single Married Divorced 🤪🤪🤣🤣pictures oshamisa vanhu vakawanda kuroorwa kunochembedza vanhu kiky ari mbuya muderere izvezvi hamungambomuziva Musi weroora day vakaridzirwa ramba murume tinwe hwahwa vacation ewo ndofirei zvangu mumarriage isu toti aiwa wakagona check your before and after.
Madam boss is known to be married to Ngoni munetsiwa mhofela .Ever-increasing their relationship shoelaces hatina kuzomboona picture ravo vane 💠ring yemuchato. Snake family madam boss fans voti we are stress why mai vecu vasina ring madam boss we are worried tokudai and Toda mhinduro.
Munyori oti Vabereki vebenzu Havana mufaro I kno you no longer want anything to do with felistas benzi renyu makageza maoko.Asi inzwaika sevanhu vanoziva mwari. Mwana wenyu akatora mari yevanhu akakuoai mukadya achiti ndeyeroora mwana akaita makwikwi ne social media kuti anzio Ave nemurume kwakunoparamura Zvikwereti saka servo chokwadi chavepo kuti akazviroora imi chidxosai mari.
Munyori oti Iwe Doreen Zizungairwa remunhu kutumwa na Ketina tete Mildred didn't contact Tatelicious homwe yenyika. Tatelicious ndiye akafonera tete Mildred watenga hondo ya Tatelicious na Ketina nxa Usada kuhwanda kuvhara kuti maghost handidi content yako inobva panontaura chokwadi kuti kuzvipa simba kuita live yemaround yafelistas wapiwa information na Ketty.
Ketina and Maitt Bullying tete Mildred kuti "mari yenyu muchapiwa ne Facebook or Gurundoro Tatelicious. Facebook inosolver nyaya here or inozviitisa worse udzai vanhu nyaya yese yakitika kuti mublokwe first zvazokutsamwisai kuti muzotamga kuita madimikira munekakunyepa makamboti mari yakakweretwa na Tinashe feli asingazive. Ehe chikwereti imari yenyu chiudzau reason yamakablojwa morondedzera pakuzoenda kwaGurundoro muchitaura nyaya muchisiya mamwe ma piece.chikwereti chiripo but why all of a sudden kuchinja magear . Admin toti votadza juchinja sei munhu aruda nari yake give her her money stop this nonsense .
Maitt Diaries voudza tete Mildred kuti mari yenyu yezvikwereti pihwau na Gurundoro Tatelicious izvi ndozvandinoita ndinobheja kusvika muguva manje .unless mandiroya since muri muroyi majaira mushonga. Maott ngavasadaro mukadzi uyu chii naye chokwadi kurotujira munhu mari yake anojairira nonsense zvavanoita izvi zvichavapfukira .
Olinda Kana uchipa munhu zvinhu ngazvibve pamoyo not kupa zve clout chasing and Don't Do it for Social media. Wakuudza vanhu vese kuti Wakapa Tatelicious Homwe yemadzitateguru your old Wardrobe Wawabvunzwa Here Nhai saka ukuda tiite sei tikutende Here kwana mukula
Ma driver anenge ambozorora mu Graca Luxury Coach vanobata vakadzi chibharo rape Munyori oti "Nadakakwira bus re Graca Sunday from Harare to SouthAfrica jhb rakabuda kuma2 maiva nema driver 3 na conductor 1 .Ndakagara seat revanhu 3 ndiri one cozy bus ranga risina kuzara conductors kokutanga kundibata bata ndakarara kutofa nehope ndaoepuka achindibhinya ndakati muri kuitei kokutanba akagara achotondibata futi ndakatanga kutuka valve mubus kno this story hakasi kekutanga . Number plate fxf 304l ndovus racho murume uyu abata vanhu vakawanda chibharo baba chido
Vanhu voti kudelananamaitt naturally zvaramba munhu arwadzisa vanhu vakawanda and Harrogate zvave kutoda kuendera munhu kun"anga nekuti iye anoshandisirawo vanhu mushonga kuti vamupe mari nekuti hazvisi zvega ndiani agape munhu 30000k usd. Tete Mildred imbozamai cinnamon nemutundo Wemakuseni Mozanganisa muchidaidxa zita ra feli kuti dzosa mari yangu panopera week.munoiwana.