Thursday, April 02

News News

April 16, 2023

Mabrijo In Dubai Living Her Best Life Achiendesa Gold Rezanupf Mabvi Nedumbu Mutekwa Zvikati Ndezvako Izvo Bhirijeti Hope Haanodyiswa Dhodhi ZvaZuva Habane Zvegore Riya

Mabrijo youth leader wezanupf women in Dubai ,Uchatonzwa vavengi vavekiti hope mabrijo haachanoita zva Zuva Habane zvekunodyiswa duxvi na Edith chibhamu

April 15, 2023

Greatman Music Official Oti Kana Mouya Konondinamatira Huya Uchiti I'm pastor Nhingi Not Prophet Ma Porofita Enhema No He Is Not Happy Nana Papa

Greatman music official is not happy nana papa maporofita enhema mukoma vakatsamwa he said "iye zvino kana mouya kuzondinamatira or anything chine chekuita nekunamata huya uchiti I'm pastor or evangelist nhingi not a prophet.  Umm maporofita noo I repeat maprofita no". Chi chingadai chatsamwisa Greatman wedu 

April 15, 2023

Vanhu Voudza Tete Tilda Zim Kuti Dai Vachizorora Varega Basa Vanotamba Nevazukuru Kumusha Vasiirewo Vechidiki Ana Lorain Guyo

Tete Tilda Zim our Zim iron lady a wonderful woman of dignity oudzwa kuti dai chizororora asiirawo vechidiki basa Ana Lorain Guyo. Really it doesn't make sense we can't even compare Tete Tilda with any of these social lites Muzimbabwe Tete vedu vasiyei vacate basa.

April 14, 2023

Levels Chillspot Mbare Oroora Mumwe Musikana Atosiya Shashl Waakakwira Nyika Yese Ichiona Vakomana Venyu Ava

Levels chii spot obvunzwa kozvazofamba seiko konotora mumwe musikana uchiroora ,uchisiya shashl wawakakwira nyikaa yese ichiona . Mushure mekunge aonekwa he is seen engaging 💍 😳 another woman levels chill spot moved on like wifi shashl akangosiiwa pachena.

April 14, 2023

Dr Nandipha Magudumana And Thabo Bester Detained In Tanzania Iyi Ndoinonzi For Better For Worse Yakaitwa Neava

Images of doctor Nandipha and Thabo Bester while they were detained in Tanzania 🇹🇿 They were deported and arrived at Lanseria Airport. These 2 fraudsters have been arrested chirikunetsa ndechekuti Doctor vangavanyanya kuda murume uyu zvakaita sei zvekusvika pakuzvipinzisa mujeri.

April 14, 2023

Gold Mafia Gold Smuggling Ewan Macmillan Said Do Not Trust Any Black Person Do Not Invest With A Black Guy They Tell You Lies This Is A Man Who Have Made Millions Through Zanupf

Gold Smuggling criminal Ewan Macmillan Said "do not trust any black people "This is a man who have made millions upon millions of dollars using his connection in Zanupf political leadership.  Ewan said "don't invest with a black guy they will tell you lies "  EWAN uses Zanupf links  for his criminality but amotongoona kuti havatembeke matsotsi 

April 14, 2023

Zimbabwe Loses Gold Worth Usd $165 Million Every Month Eubert Angel Caught Calling First Lady Proposing To Move Money Using Their Plain Or Private Charter

Discredited Ambassador at Large Angel has been shown in an explosive clip from Aljeezera English him calling Zimbabwean first Lady Auxilia to move money using either the president plane or private charter flight. In the clip the first Lady ask him to speak to the president.The whole system is corrupt  Zimbabwe loses gold worth 165million usd every months from Smuggling  Tax and royalty revenue are lost resulting in hospitals without basic medication or hospital equipment. Saka Semazimbabweans tichaita sei???  

April 14, 2023

Saka Senyika Takazobvumirana Kuti Zimbabwe Yave Family Business ED Na Madam Vake Nevana Vake Ndovakufambira Nyaya Dzenyika Vasina Zvigaro Mucabinet Zvakaoma Akaroya Mazimbabwean So Ka

Senyika Tichaita seiko veduweee 160milion usd yegold chete  irikubiwa every months nezanupf I think Zimbabwe katove kavillage vanhu ava vanotingoita zvavada nesu and hapana zvatinoita.Nyika ichiwondomoka chasara kuzongonzi chibudai mese munyika nyika yatotegeswa kudhara. Saka senyika takatobvumirana kuti Zimbabwe yave family business ra Dambumdxo munangagwanemukadzi wake nevana vake nhai ndovakuita basa rema minister kuenda ku Belarus 🇧🇾 vasina zvigaro mucabinet.zvakaoma.

April 14, 2023

Lee Sokotsina Ozvimamira Nekudya 1,5kg YeNhopi Munhu One

Lee Sokostina obuda achiti nhopi nhopi lovers good morning. FANS  not happy "tukai zvenyu but nhopi kana munhu one kutya 1.5kg yenhopi pa breakfast chimuti chefulo change chiti kuna aunt Joy Zimba .takumbotora topa this couple .Musanditi Muzvere chichi cozy the husband arikulazawo same portion  zviuya zvakadondana.

April 14, 2023

Nadia Nakai Ochemedzwa Nema Zim Promoters Ave Kutsvaga Chikafu Pa Instagram Matadza kumutengera Musadaro Kubvisa Munhu KusouthAfrica Konomuuraya Nenzara KuZim

Zimbabwean promoters hamudaro Nadia Nakai kumubvisa ku South Africa konomuuraya nenzara ku Zimbabwe musikana ochema nzara ku instagram. Nadia expressed her anger on her instagram stories slamming the Zim promoters for not providing food she asked fans to buy her food or anything that can save the day.

630 631 632 633 634