Thursday, April 02

News News

April 07, 2023

Nyika Yose Yokachamadzwa Mushure Mekunge Vaona Buri Chepakati Pemakumbo A Kikky Our Zim Nicki Minaji Hanzi Kune Vanhu Vane Maburi

Vana vezimbabwe vakungotaura zveburi Rakikky Badass, hanxi "zviri silly hazvo buy imagine kikky ari kumwedxi neburi riya iiii hameno. Mumwe achobva ati kune vanhu vane maburi kunze uku motisemesa meaning puu kikky baddest zvaari mashura kuita zigomba . Vamwe ndova ku compare na shashyl Evanjelica and Njuzu the queen's of buris

April 07, 2023

Winky D Mazuvano Haasi Kuita Ma Show Zvichikonzerwa Ne Zanupf Na Freeman Arikuita Basa Reku Subotager Mamwe Maartist Tinosvikepi Veduwe

Magafa hanzi baba vedu Mazuvano havasi kuita nadhow zvichikonzereswa ne Zanupf na Freeman arikuita basa reku subotager manwe maartist tosvikepi tichitya Zanupf nhai mwari ,saka winky anodyne gore rino mafans arikurwadiwa .

April 07, 2023

Mafans A Nox Guni Oti Tikunzwei Futi Muchiti Nox Kadora Mushure Mekunge Vaona Bhosvo Rake Ku Uk Sikarudzi Yake Zvayakatokura

Vanhu vari kufara mushure mekunge vaona sika Rudzi ya Nox Guni Zimbabwean musician isiri kadora sevaitaurwa next girlfriend yake. Judging from the picture above vanhu kana marambana nevanhu siyai nyaya yekutaura zviri mumabhurugwa mavo senyika tikadaro Mwari anofara.

April 06, 2023

Bee Wezhira Facebook fan Confessed Chirega Kutamba Nepfambi Lorain na Anna Sezvo Wachata Unotorerwa Murume Ndivo Vanondituma Kuti Ndikutuke Havakude

Congratulations to Bee wezhira zvinodadisa some Facebook fan confessed that anga atumwa na Lorain and Anna kuti vamushaise mufaro. She wrote Bee sorry zvako ndakaita sendakunyanyira pano inyaya yegodo ufunge yanga yandibata tapfidza nechihure muma bhawa plus ndandatumwa na Lorain naAnba usachatamba navo futi chitamba nevanhu vari married vanokutorera murume 

April 06, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Tells Melly And Zuva Buritsai Kaa Video Mukadzi Wangu Achikwirwa Taneta Nekungomirira

Mhofu  Ngoni Madam Boss husband so much unbothered nenyaya ye sextap ramadam na Pirikisi izvi zvinova zvatishamisa tose mushure mekunge ati kuna Melly and Zuva buritsai kaa sex tape racho taneta nekungomiriraa. Ngoni nesu tese mafans taneta sure nekungomirira ngarichibude nguva yareba thank you Ngoni nekumiririra macitizens arikuda kutirionawo sewe.Ndokuti mhofu ka ukuu🤣🤣

April 06, 2023

Tonto Dikeh Nigerian Actress God Mother To Madam Boss Unborn Baby blesses Her With Expensive Gift Followed By Rue Samaz ,And Fungai Mtisi

Tambaiwo nevanhu vakarongeka seshamwari dzaMadam Boss ,Tonto Dike Nigerian Actress buya madam baby gift worthy more than 3000usd ,followed by Rich aunt American millionaire Rue Samaz whose gift worth 2000usd,followed by Doc Mtisi . Mwana wamadam Boss so far atone zvinhu worthy more than a Honda fit asati atozvarwa saka tichiti choose tour friends wisely,Madam boss is so happy she was showing of her gifts and prices on her instagram page.

April 06, 2023

Zuva Is Working For Zodwa And Posh To Diffuse And Kuvhara Nyaya YeGold Mafia Madam Boss Varimo Futi Mudhiri Racho Unfocused Youth Muchingoitiswa

Mazimbambwean takapusa tinobvuma kuitiswa nevanhu ava ,uyo wamunoti Zuva atoti busy zvake kuitisa vanhu kuti vakanganwe nyaya yeGold mafia Muchingosekerera matuzvi ema ferebrity. Someone trusted said "Hapana achada kutamba naZuva kuCanada nenyaya yekunyepa .Zuva is working for Zodwa and Nomatemba posh to diffuse nyaya dze Gold mafia  Madam boss varimo guti mudhiri racho ".Chokwadi tichadzidza zvakawanda 

April 06, 2023

Olinda Finally Gave Shema Mari Vanhu Vatombomubata Kwiyo Akatadza Neiko Kumupa Pasati Paita Drama Anongoda Kupushwa In Tates Voice

Olinda atozopa Shema mari yaje ye Gofund me mushure mekunge Shema atozobuda mutsinza nhoko zvinonzwisa tsitsi chokwadi nhamo ine nharo anga asingafanire kuita muranda pamari yake hope anochitengawo mota irinani. Olinda said "Thank you to everyone that made a donation to Shema TV go fund me I have handed the account over to her which raised over 8 000 ponds." Zvinotendwa tamirira Shema azouyawo achitenda

April 06, 2023

Vanhu Voti Joey Nyikadzino Kuhakira Wanyanya She Want to do Go Fundme For The Street Vendor Lady Who Have Been Trending.

Joey Nyikadzino we woman empowerment want to do Gofund me for the street vendor the lady who have been trending tese tichiti mavendor manyama .Hatione chakaipa charity kuita Joey atleast ava ndovanhu vekubatsira not mbavha Ana mai tt. But vanhu havasi kufara nazvo vakuti Joey akukopa Olinda and anongohakira pese pese.

April 06, 2023

Madam Boss Vobuda Vakashama Vachiratidza Mwiri Wese Panze Vapedza Vabva Vati Musauye Kuzondiraira Mapedza Kumadzinza Kwenyu Here

Madam boss seem not to be bothered bezviri kuitaira vanhu vatiti Mt life your TV late Ginimbi statement.Madam said "don't cone to my inbox and give me advice please. Mapedza kuraira dzinza renyu here makoti isilicon.My life your TV 📺 please watch please."vanyora izvi mushure mekunge vanhu vati musavadha mukadzi mukuru hazvina chimiro semaZimbabwea.

635 636 637 638 639