Varume ava vaishungurudza neku robber vanhu kwaMutare,vaifamba nemabhemba kunge mashurugwi,vakabatwa nemapurisa 👏 Police yemuno Mhondi nema armed robber havajaidze Good Job ZRP..CIDAne zibhachi retracksvutu newoyo ane chitop chevakadzi chekuflee maketi cheV.neck musavapa sadza kwevhiki mbiri vari kunyanya kuva ovhiyasi 😩
Munogona kungoti va roka this and that ko iye Nyathi is he clean vapfana ava vanopiwa zvakaoma to boost chaunga dont trust twuma dhara kumusha uko akachena here mukomana wacho first Vanhu vanoroya dai vasina havo kutaura kuti vanowana 25K,kana chirichokwadi get well soon mai Nyathi🙏Asi Nyathi nezuro he wasn't looking well pa live yaakaita aingoti pane zvikuitika so chogona kuva chokwadiPachavo ndomene haichemedze ananyathi vanga vanyanya kuonererwa ana madam boss chaivo havataure mari yavo ivo zvavo ana pongwe vanofunga kuti vakapengaNderiri remaromo sedhongi riri kudya hacha risingabvi mun'anga
Hmmm isu Sema blogger toshandidzana,pane blogger andiudzawo nyaya iyi ,she is worried, ini baba roka ndavabvunza but respond yavo inoratidza zviri kubva Kuna hidey ndezveshuwa especially zve 2500 Mr banabas can you please tell us ari kupenga here nyathi or kurwara ?We need to know 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿
Ndopaunoona umwe munhu achida kufananidza Jah Prayzah nemunhu akadai. Ngatityei Mwari imiiHe is supporting women who are living with breast cancer 🫶 one love broMazimbabweans including who? Inini handina kumbo complainer Saka count me out pink is jus a colourIpfungwa dzemaZimba even yoghurt vanofunga kuti ndeye vanaHe plays for the other team🤣 the signs have always been there, slowly coming out of the closet👀
Zviri kumbofamba sei nhaimi?ko Kare zvaisaitika wani zvekuti munhu anotooneka like this,but kuda taisava hedu nemaphone pamwe zvaivako Heartbreaking 😢 😭 😿 😢Tirikurwarq tichifamba shuwa we are a sad generation with happy picturesPakaipa especially vanoita zvekutuka vanhu unotuka munhu atoparara nekurwara vanhu dai tatsvaga Mwari tiratidzane Rudo nguva ichiripo
Borehole water is safe kumaruzevha not kuma towns there is too much chemical deposits saturating water table. Saka mvura yacho become contaminated.As usual ZANUpf doesn’t care about that, their families are out of Zimbabwe. Such a crooked president.It’s dying both sides. Ukuwo kukubuda mvura ine ngura ukuwo zvimwe. It’s a tragedy
CHILONGA Bridge in Chiredzi South constituency has collapsed due to the flooding of Runde River, leaving thousands of villagers cut off from Chiredzi town. The Civil Protection Committee has since blocked the road connecting Chilonga and Chiredzi Town, a move meant to stop motorists and pedestrians from attempting to cross the river through the collapsed bridge. Meanwhile, villagers have called for assistance. ”We need a high-rise bridge because every year during the rainy season, people drown while attempting to cross the flooded Runde River,” a villager said. “Chipinda Pools Bridge was destroyed in the year 2000 now Chilonga Bridge has collapsed. We are appealing for a high-rise
Scenes at the handover-takeover parade in Masvingo as Brigadier General Oscar Tshuma assumes command of the Four Infantry Brigade from the outgoing Commander, Brigadier General Cephas Gurira. Zimbabwe National Army Commander, Lieutenant-General Anselem Sanyatwe is the Chief Witnessing Officer.
Robson Sharuko H-Metro Editor WICKNELL Chivayo has revealed that he did not pour out a record-breaking US$300 000 a lobola payment on Saturday in Marondera. The Harare businessman exclusively told H-Metro yesterday that even though he spent a substantial amount of money to bankroll the glitzy ceremony, what actually went into the pockets of his in-laws as lobola was nowhere near US$300 000. Chivayo said the figures which are being circulated related to the entire cost of the glitzy ceremony and not what really went into the pockets of his in-laws for lobola. Chivayo paid lobola for his lover Lucy Muteke. He said the impression which has been created was that his in-laws charged him and pocketed U$$300 000 when, in reality, wha
SAD💔 | ZRP Officer, Claude Jele, vaishanda kuGweru vazviuraya after vamwa po1$0n. He wrote a letter before drinking po1$on. In the letter, he wrote: Having survived all these 38 years, i have reached a point where i feel like its all the same being on this earth or leaving. So plz do not accuse anyone or anything its my personal decision to end my life this way. NDAZVISARUDZIRA NZIRA YANGU ndinoziva mucharwadziwa but handisi kuona chikonzero chekuraramira, i have failed. GANIZANI na KEISHA zvichakurwadzai ndinoti mundiregerere vanangu. Mukure zvakanaka ndatungamira mberi. Mai vakabereka ndinoti musazvidya moyo kuti sei zvadaro. Ndini ndega ndaita izvi nekuona