Wednesday, September 10

Search result for ""

July 23, 2025

Vagari vemu Unit L tashota Jayden blessing pikitai zvorwadza hakuchina

Vagari vemu Unit L tashota Jayden blessing pikitai zvorwadza hakuchina😭😭😭Clara Yeukai akazviuraya akawanikwa pa ground remu J its a           mistake paiswa pic yake pavanhu ve AccidentYoo ndiye anemskana akazviuraya wemuraini medu shem vakanga vabva kunetsana the day         before razofa mskanaClara Yeukai pane kwaaka postwa achinzi azviuraya nekuti musikana wake akanwa poison mushure mekunge aramba nhumbu hameno chokwadi ndechipo

July 23, 2025

Nemamiriro Akaita Zvinhu Mu SOUTH Africa Ma Zimbabweans kudii Uku

Nemamiriro azvakaita soo munhu oparamura fut nxaaaa mazimba tirimbwa chaidzoHaaa mwedzi watiri kuenda uyo mwedzi wakaipa mhedzo           dziri kusimuka zvakuda kunamata vana vezimbabwe kuti mwari vatichengete nyika ino yakatukwa zvachoseZemo rembwa pahwahwa nxaa dei rikachekwa         musoroWese arikupomerwa mhosva angove muZimbaHondo yacho inenge yakubata munhu weseVeduwee apa situation yakaipa vanhu vanongoparamura ngavamucheke chinhu chake vachigoche achidye mxm

July 23, 2025

5 Family Members Vafa Vese

ZVISHAVANE – Five members of a family from Mabasa village under Chief Masunda in Zvishavane, Midlands Province, were found dead on Sunday night after reportedly suffocating from toxic fumes while warming themselves inside a hut using a mbaura (charcoal brazier).   The deceased included a father employed at Unki Mine in Shurugwi, his two children, and two grandchildren.   The family had travelled to their rural home, where one of the children was preparing for an upcoming move to the United States to begin university.*Two Tragedies Hit Zvishavane Over the Weekend*           Zvishavane town was hit by two devastating incidents over the weekend, causing destruction and loss of life. On Saturday, July 20, at around 2:00 AM,

July 23, 2025

Fortunate Maponga 15 Year Old Chitungwiza Azviurayaa

(🌕) ANOTHER TRAGIC INCIDENT 💔: A 15-year Fotunate Maponga, reportedly committed suicide after his boyfriend aramba nhumbu. R.I.P 💔 C INCIDENT 💔: A 15-year     𝐁𝐫𝐞𝐚𝐤𝐢𝐧𝐠 𝐐𝐮𝐢𝐧𝐭𝐨𝐧 𝐒𝐞𝐧𝐢𝐨𝐫 𝐒𝐜𝐡𝐨𝐨𝐥 𝐢𝐬 𝐢𝐧 𝐝𝐞𝐞𝐩 𝐩𝐚𝐢𝐧 𝐟𝐨𝐥𝐥𝐨𝐰𝐢𝐧𝐠 𝐭𝐡𝐞 𝐭𝐫𝐚𝐠𝐢𝐜 𝐥𝐨𝐬𝐬 𝐨𝐟 𝐬𝐭𝐮𝐝𝐞𝐧𝐭 ð

July 23, 2025

Olla Interviewing Seke Chitungwiza Survivors Vanhu Havazi kufara

Seke Road Accident Survivor Shares Heartbreaking Story| Nyasha TanganyikaThey were on their way to register their baby’s birth — now she’s mourning both her husband and child.         A powerful and emotional account of survival, love, and unimaginable loss.💔💔Mmm couldn’t finish watching the video, especially when she cried “Chantelle, mwana wangu Mwari, murume wangu Mwari” 💔💔 Seke Road accident survivor.Olla you must be stopped. interviewing someone i         mmediately after an accident, it's crucial to be sensitive. avoid causing further distress. Focus Remember that people's memories are most accurate soon after the event, but also be min

July 22, 2025

Women Varikubhadharwa R180,000 Kwaita Mari

Women are being paid R180,000 per 3gg donation. The process requires a 5-day hospital stay with all expenses covered. However, smokers need not apply. I've           heard that £...ggs from wom£n with diplomas or d£grees and a desirable physique can fetch up to R340,000#. A Chinese f3..rtility company is behind the         purchases.What are the procedures cz situation yandiri kaa yakutoda kuriskerEndai mega zvenyu , better kugara nenhamo yako uchirara hope panekuzomuka waanenhamo hobho ende Mari yacho ayizokurape ma problem awuchasiirwa.

July 22, 2025

Zveikozvino South Africa Ma A Doctor Ngobeni Mashaba Brags Ndauraya 7 Vakadzi Vane Nhumbu So Fa Musauye Kuma Hospital Edu

Mamiriro akaita situation dai tambomira kukudza mhuri kana zvichikwanisa ku ma public hospital hakusi kuita.    Nezuro ndakabvisa body yemudzimai akafa akazvitakura akadzingwa kuchipatara.Zvakaoma hazvo, kare murombo kana mupfumi tese taingozvara zvakafanana, zvakaoma izvi, munhu uchibata mimba dzoka kumba vozodzokera vaane mwana .💔kuzvara it's not bad ,chashata itreatment. Pamberi nekuzvara but huyai kumba muzvare or zvarirai mumba itai malessons ekuzvizvarisa mega ,ini my last born ndakazvizvarisa by 1Maybe kundobarira ku Zimbabwe kuri nani@Ryan_5efficient:I don’t know why us Zimbabweans are here complaining. This is a lesson you’re alone in this world that means we should be one to fight against poverty in our country. I was home this weekend and

July 22, 2025

Mbinga Harare Big Boy Aita Tsaona Izvezvi Bulawayo Road

Kana iri mishonga Ama2k Miswai regerai zvichakanaka Video in comment sectionAhhh bt l saw this accident the guy we isuzu uyo ndiyo aiva wrong he overtaked me nekuleft side ndichitobuda mubulawayo ndikatoti munhu uyu hapana kwaanosvika nedriving iyi         Musanyepera mishonga mufesi we isuzu uyo aitodriver nhemaThis is why the majority of Africans are in poverty...they still believe in vodoo or spiritual money. There are many ways to         get rich eg scams, corruption, legit business, inheritances etcHe is not a hustler wemu harare he is a miner from shamva very young and hard workingProblem yatirikuita isu seva pfana kuonerwa chaiko mukatarisa vanhu vakuru vatoita chihombe hotozodzwa pave paya kuti kwaningi &n

July 22, 2025

Tirikunyara babaMelody Melody Melody kuManyame uko how many times did i call

Melody Melody Melody kuManyame uko how many times did i call you 🙆‍♀️🙆‍♀️Kuzopusa zvekusvika pakupa manudes kumunhu wasingazive shem           Tirikunyara baba3 months later celebrity kungohura watove celebNdopamunonetsera y guys ,y create ma group echihure ku telegram uku mopedza maku exposer vamwe sei

July 22, 2025

TRUCK DRIVER DESIRE MADHIVIKO, WHO SURVIVED THE CHITUNGWIZA  TSAONA

"Ndangowona rori rarova pa pavement rikatanga kutizira ku right; handizive kuti zvafamba sei. Ndazobuda murori ndega nepanga paine buri," said the truck driver Desire Madhiviko, who survived the Chitungwiza horror crash which claimed 17 lives.  Madhiviko, who is in the hospital, said he was driving to Malawi from Chitungwiza.           Ndakafonerwa ndiri kwaMutare makure apfura awo zvikanzi Ruka pane murume aunzwa paPare asi taona number dzako aita fatal accident I was confused few minutes later ndakanzi ndi Thomas Panganai         ndopandakaziva kuti ndi daddy vangu chinguva chishoma zvikanzi vashaya ,he was gone jus like that 🥹😭😭😭😭 Hama dzangu zvinorwadza nga

43 44 45 46 47