Zvagara ndingori nzvenzvana Saka wabata vekwedu tokubatawo. Sekuru Gudo ngavapare mhosva ayende kuJeri ndopauchaona kuti munhu bho and fresh manje uyu. kuJeri hapana zve denial nekuramba kunwa mishongwa. Uko vanokupa on right on time. Inonzi adherence to meds. Hamuna kuona kuti uya uya akabuda arifresh and we'll collected? Akutanga kakurwarara nekupenga kuita verbal diarrhea nokuti she's no longer taking them zvakanaka (tisataure mazita) clue:- mota ndeyako? Passport ndeyako? Ko license ndeyako?Zviriko in every familySekuru baboon munhu we doro I think thts why vakasakanika
Uyu haawoneke kuti Murume uyu. zvatosiyana nasis baTanya ukatarisa zirwoko rwavo nezitsoka unotowona kuti murumeApa I best friend yamai ED asi zvonzi hazvibumidzwe munyika , enwer ngatisataureyi maZita kwacho nekuti mutemo wekwedu wakarerekera divi rimwe 🤫 I don't think women are pressed by this , if he/she is such a catch why don't yall men go for it lolndopaunoona isu vakadzi tichipiwa shoka inenge chivharo chepoto murume achiita kupiwa yakanaka chero zvigunwe zvemumaoko haungati murume zvevamwe vakadzi kuita tsoka yejongwe rakwegura Ndaona vamwe varume vafainter kuma one night stand uko. Sazita vangu Silas vatova Sally like play like play. Nerate
Kutadza kuenda kumwana wake busy newa bee ayaa vanhu vari ktii hee haadi kumuposter unganyare kuposter mwana wako uchiposter wevamwe kumwana wake haasati asvika hake ndochokwadi Ndopaunoona kuti rudo hamuna moitira malove nemalikes...mwana wabee ahokosha kupfuura mwana wako??tusaskamu...iwe sastep father kutadzawo kuti ngatiende nemwana wedu bby wangu amboona dhorobha 🤔🤔🤔🤔 Unotiza nemwana wabee ko wako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 ndaizviziva chete kuti ichataurwa nyaya iyi maita basa a lullu Dai akambotendererawo naye uzomudzosa kwagogo hake kkkkkkkkkkk
Aiwa ndri kufara muskana ari kufara kuno Congratulations Tariro🥳🎊🎉 Mwari akanaka veduwee💃💃💃🥳🥳🥳 nhasi ndezveduwo Holy Gumi waifunga kuti zvawakasvipa Chelsea sembwa achashaya anoroora manje wakaura.Zvaendwa.Makorokoto Chelsea😍❤️😍 Congratulations just hope it's genuine and real not zvekuda kuprover because it might become worse
Holy Ten appreciating Sir Wicknell 👏🏽 "Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe munyu ,Local Artists are waking up driving bigger cars than some international artists. Big up Sir Wicknell." #cprincesontv #cptvupdates Very soon ukupihwa yako i can see wakumbirira pachikuru , visit victor Manje waari kutaura uyo anodya zvake kwete kukumbira kwauri kuita uko horoten
Sir Wiknero svikai paMbare apo nekukasika Benz iya yakuitwa mushika shika Mbare to Fio.Manje manje inenge yakutonzi yafa.Itorei mumupe kaHonda fit. Haana bren Calaz wacho.Ndiro uka piwa zvava kwauri pama shandisiro chero ukada ku oresa marara ndiwe imi vegodo morwadziwa nei Sir Wiknero svikai paMbare apo nekukasika Benz iya yakuitwa mushika shika Mbare to Fio.Manje manje inenge yakutonzi yafa.Itorei mumupe kaHonda fit.Haana bren Calaz wacho.
Jean romboda here kunge rakapfekwa pafoshoro....siira Tyra iwe katsibonga 🙄🙄🙄🙄asi wakanganwa kupfeka mahipisi🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Akanganwa tumahips twaanosimbopfeka 😂😂Ucharwadziwa kusvika wasvotwa hako kkkkkkk keep comparing them hwavo hupenyu huri pajekerere iwewe uchagara ikoko kuzvipoko kkkkThose jeans are not doing justice to her ahh thot ndiswagger
Kuno kumasvingo vale yanga iri makeke ko kwenyuwo😍🤸♀️🫦Murume ndiye akatora pic hake to brag kune face Umwe akabvisirwa humhandara musango pano asi arikuita kunge zvinoshamisira kuitirwa musango mu kitchen ndomaizorarirana vanhu here tibvirei apa Christian Mndala Maverick chakafukidza dzimba matenga inoiti itirai pese pese pamanzwa kuda hapana chinokonesa kana muchizviita nemoyo yenyu mese
Saka yako yawaka composer wega ndeipi chaizvo zvawakudzurirwa dzese 4 songs gone 🙄🙄🙄🙄🙄🙄 Kungot zvaitika pazimbabwe 😂 haa Zimbabwe ma1 zvee,but akatotora Mari mkomana no problem.in Jah ndotomuda ana Charamba Ava vakatondiramba Mashura Baba Charamba Vobvisa Music Ya Jah Signal Ine 6million Views Pa Youtube Arikuchema Vaida Vamwe Vaimbe Chii Ivo Vapedza Bhaibheri Rese
Bt it was not necessary kutaura hee ndakamupa mota ,hee passport ,hee licence hee chikafu ,haanakuchengeta vanhu ndr kujail etc adii kungotenda zvakanaka zvaakaitirwa voparadzana mune zvakanaka . Wasu ange akuchema live ndobva yakatwa.Kkkkk achenamirwa zvandipisa tsitsi wasu. Asi pafeya hapo zvekut mai tt vakati wasu chienda zvakataurika vari 2 nawasu she confirmed kut ndakat chienda. Wasu anewakaudza zvikasvika kuna midhu naUmaga. Ane error sissboy ndosaka kamchachilo adichirwa atofemedza guhwa Eeeeeeee saka ndongoti hu PA hwaive hwe food for work muchapfidza kunyengerera vanhu for the past 8 years no thank you yekuparadzana mune zvakanaka ka property sec