Sunday, July 06

News News

August 27, 2024

Zuva Habane Ovhurirwa Huru Haa Pakaipa Canada Uko Nemurume Wemunhu

URBAN TETE VEMUDHOTO FAKE LIVE WAKARAMBWA ZIMBABWE YESE ICHINZWa na pirikisi! Waimbozviita special nhasi wakuforera asylum wachembera😂😂 Siya kuita live mumota go on live and show us your share asylum room dako! Iwe you are the cheapest hure I have ever seen jaffifi kuvatwa nashepard           akazorwa Dovi na Jeri girl yet uchizviti wakapenga hure Rombe risina kana stand zvayo matitako anenge ngoma dze Zion !CHERO NDIWOMERWE NEHUPENYU SEI ANDISVIKE PAKUNOVATISWA NEMBWA NEKUNODYISWA MADHOTI KUDIBAI SAZUVA 🤮🤮🤮🤮 ITS BETTER         KUTUKA ZVINYADZI PANE KUVATA NEMBWA NEKUDYISWA MADHOTI EMBWA NEEVANHU FOR 200 rands Fokofu zuvaredhodhiOstrich stay in your lane who want cheap hure ku bitterness fami

August 27, 2024

Izvi Zvakaoma Mota Yezvitunha Ye Greathope Vanhu 2 Vafa Chitunha Kuita Ma Peace Mapeace

Ndarwadziwa asi mai nemwana vaenda vese just like that here nhai mwari ndabaikana hanguKune vari kuvhunza kuti chii chaitika, Regina akafirwa         naamwene vake last week kuno ku capetown Ndiye aigara navo, then vanga vari munzira kuendeswa kumusha watove kuzim side mota ine chitunha yaita tsaona, tete hanzvadzi yemurume             wake afira pa spot, murume wake wake nevamwe vakuvara, asi vari ryt havoApologies guys mota yanga yakatakura chitunha kuenda kumusha yaita accident Tete vaRegina Zw died on the spot.😭😭😭..This information ndaita yekuudzwa na Mai Rokadhiya samtoko tv I am going there this afternoon kuti ndinzwe zvakazara.

August 26, 2024

Breaking News Greathope Mota Yezvitunha Yoita Accident Pafiwa

Accident dzinoitika please musableme vaMunetsi kuti mota yeGreatHope yanga yakatakura chitunha yapidiguka ikaurayazve tete vanga vachienda   Ndarwadziwa asi mai nemwana vaenda vese just like that here nhai mwari ndabaikana hanguKune vari kuvhunza kuti chii chaitika, Regina akafirwa naamwene vake last week kuno ku         capetown Ndiye aigara navo, then vanga vari munzira kuendeswa kumusha watove kuzim side mota ine chitunha yaita tsaona, tete hanzvadzi yemurume wake afira pa spot, murume wake wake nevamwe vakuvara, asi vari ryt havo       nechitunha kumusha😭Sorry zvako Regina dai Mwari vakunyaradza😭Vakuru vanomboti ndufu hadziiti mbiri zvakaoma veduwee ngavazorore murugare havo

August 25, 2024

Hazvina Kumira Mushe Mbinga Big Boy Wepa Harare Oita Tsaona Izvezvi Chiremba Road

Hazvina Kumira Mushe Mbinga Big Boy Wepa Harare Oita Tsaona Izvezvi Chiremba Road 

August 24, 2024

Mukadzi We MuHarare Wekuziva Osungwa Mushure Mekutyisa Vanhu Ne Kamba Tortoise Yehuroyi

MUDZIMAI wemuHarare akatora kamba mhenyu akaizora kombura tsvuku ndokuisunga nemucheka mutsvuku zvekare achida kutyisidzira aimbove mushandirwi wake kuti amubhadhare mari yake yepeyi iyo yakanga yava nenguva ndefu achiinyiwa.Sithembiso         Budzirikawa (58) aida kuti kambani yaaimboshandira yeCliff Security ibvume kuti kamba yaakauya nayo ine masimba ekutora mari kubva mukambani iyi. Akamiswa pamberi pedare reHarare Migistrate’s Courts  achipomerwa mhosva yekubvisa kamba iyi kuGoromonzi zvisiri pamutemo.           Budzirikawa akashandira kambani yeCliff Security kubva munaKubvumbi kusvika Nyamavhuvhu gore rakapera ari murindi. Akabvuma mhosva yake yekuva nekamba mhenyu zvisiri pamutemo paakami

August 23, 2024

Swiden Ku Poland Uko Nhai Tenzi

Sorry veduwe ndabvisa vedio re challenge ye song kenani because rayita copyright rika affect monetisation

August 23, 2024

Pafiwa Accident Izvezvi 7th Na Chitepo Ma 1 Tsaona Iyi

Pafiwa Accident Izvezvi 7th Na Chitepo Ma 1 Tsaona Iyi

August 23, 2024

Mukomana Afa Ku CCC Uko Kwa Chamisa

Political Reporter- Charismatic opposition politician Nelson Chamisa’s close associate and former Lupane East MP Bright Vanya Moyo has died. Moyo was elected Member of Parliament for Lupane East in August 2023 and was illegally recalled by Sengezo Tshabangu.             death was announced Friday by former CCC deputy spokesperson Ostallos Gift Siziba Friday on his X account. The cause of Moyo’s death is yet to be established.             Said Siziba: I had the privilege of working with him in Lupane as the cluster leader there, witnessing firsthand his tireless work ethic, unwavering dedication, and the immense love he received from the people of Lupane. He was a man of

August 23, 2024

Mukomana Atisiya Zvarwadza Izvii

Saka Kudzi achauraisa vanhuka. Iyo mbuya iyi inogara sei nevamwe muraini. Kana kumachurch ndo type yekuti haibve pachigaro and hapana zvmunoiita ichitemba uroyiMbuya vakakanganisa vose vana avo vakanyura kuvanyurura kwainetsa            Zvakanzi usaurayamunhubukanzi siyana nemwana wangu siya musatambe nekuchengeta mwana wako uchimuendesa kuchikoro munhu oita wekutamba naye zvake zvorwadza asikana

August 22, 2024

Ndege YeMuZimbabwe Yowira MuLake Malawi

By Political Reporter- A Zimbabwean private plane has crashed into Lake Malawi, killing two people who were on board. The aircraft crashed into Lake Malawi on Tuesday. Nkhotakota district commissioner where the crash happened, Ben Matengeni Tonho, said the deceased included a Zimbabwean pilot and a Dutch national.           The plane, operated by the Zimbabwean company Nyasa Express, also carried a Dutch female passenger who was rescued by local fishermen. The rescued passenger has been taken to a hospital for treatment of minor injuries. Matengeni said that the bodies were recovered on Wednesday morning as search efforts intensified. He said:           We mobilized the support o

171 172 173 174 175