Wednesday, May 14

News News

December 21, 2023

Akatorwa Video Ne Girlfriend Akashama Achitamba Dhindindi

Akatorwa video navamugerofurendi achitamba Dhindindi furutayimu.. The credit goes to Vamugerofurendi.. Ini zii zvangu mwana wemumvana waVaNdingoveni 🙆‍♂️🙆‍♂️      

December 21, 2023

Freeman Oudza Vanhu Kutamba Nembavha Hazvirevi Wativewo Mbavha Mazimbabwean Ichi Ndochokwadi

Zimbabweans munoshamisa pane asina family member or sahwira mbavha here most munoti go mura go and vamwe are friends nembavha dzeZanu HKD boss         ndiye ega atanga kuita sahwira mbavha here vamwe venhu mune masahwira mahure saka nemi munohura here mukuru wenyika chaiye imbavha hurusa             Unogona kutonzi mbavhavo but usiri,ko mari dzemagitare hadzinaka mapepa kuti dzabvepi🤣

December 21, 2023

Holyten Opindura Baby Mama Chelsea Wakauya Wega ukabvisa Bhurugwa Saka Usandinetsa

Holyten Music oudza Baby Mama Chelsea wakzuya Wega ukabvisa bhurugwa usandinetsa kuti chengeta mwzna          

December 20, 2023

Zvinorwadza Izvi Vabereki Vefamily Of 6 Vafa Vese Patsaona Vachitaura Edson Kapinga Baba Vemukadzi Voti Havasi Kuzvi Believe

Expecting mother Loice Kapinga and her husband Silas Gomo were travelling with their four children, including five-year-old Tanyaradzwa and eight-year-old Angela who have already been identified.         The father-in-law, Mr Edson Kapinga, said they were failing to accept that six members of their family died in the accident.         Lovemore Chibanda from Murehwa also died in the accident, including Tashinga Chitsike from Mt Darwin. Chitsike’s father Mr Badwell Chitsike said he was failing to understand what kind of problem the vehicle had.           The driver of the Honda Fit, Mr Promise Makopo (22), managed to get out of the burning car, but died from burns sustain

December 20, 2023

9 People Vafa Mutsaona Mazowe Road Honda Fit Yaimhanyisa Hurumende Voti I National Disater Tichabatsira

families. He said when nine lives are lost at once, it is a disaster. Minister Magomo said the three burnt beyond recognition were being identified through the police forensic team.         “We have declared war against pirate taxis and police are manning the highways. Those caught on the wrong side of the law will be punished severely. Motorists must not drive when fatigued and travelling during the night is risky. Driving and drinking is a crime. Rest when fatigued and continue with the journey later.”           Officer commanding Mazowe district Chief Superintendent Enock Masimba said: “The festive season is associated with excitement and people should hire registered vehicles. We appea

December 20, 2023

Strive Masiyiwa Mansions All Over The World Asi Haana Imba Munyika Make Zimbabwe

Zimbabwean Tycoon Strive Masiyiwa Buys $25 Million Penthouse In New YorkZimbabwean telecoms tycoon Strive Masiyiwa          has reportedly bought two penthouse units at the prestigious Eldorado tower for $24.5 million.           According to a report by The Real Deal, the adjacent units have 5 bedrooms spread across the top two floors at the 29-story tower at 300 Central Park. The sellers of the property were John and Valerie Rowe.          

December 20, 2023

Zvinorwadza Mhuri Yese Kufa Loice Kapinga And Silas Gomo Nevana Vavo 4 Vafira Mutsaona

Six family members including a pregnant mother, her husband and four of their children travelling from Marymount in Rushinga to Chinhoyi, were among nine people killed on Monday morning when two Honda Fit vehicles collided in Mazowe.           Six family members including a pregnant mother, her husband and four of their children travelling from Marymount in Rushinga to Chinhoyi, were among nine people killed on Monday morning when two Honda Fit vehicles collided in Mazowe.           Loice Kapinga and her husband Silas Gomo were travelling with their four children including Tanyaradzwa (5) and Angela (8) who have already been identified.           Also killed in t

December 20, 2023

Zvinorwadza Musangano We CCC Waparara Nekuda Kwehumbimbidhoga Chamisa And Tendai Biti Fall out

Former MDC Alliance Secretary General Chalton Hwende has suggested that Citizens’ Coalition for Change (CCC) leader Nelson Chamisa has fallen out with his former deputies Welshman Ncube, Tendai Biti and vice chairman Job Sikhala.         Hwende "Confirms" Fallout Between Chamisa And Biti, Ncube, SikhalaFormer MDC Alliance Secretary General Chalton Hwende has suggested that Citizens’ Coalition for Change (CCC) leader Nelson Chamisa has fallen out with his former deputies Welshman Ncube, Tendai Biti and vice chairman Job Sikhala.             Chamisa’s loyalists who are active on social media platforms accuse Ncube and Biti of working with Sengezo Tshabangu, who claims to be Inter

December 20, 2023

Mashurà Ruvarashe Mushonga Arikutsvagwawo Nemunhu Waakabiira Zvinhu Xvakati Wandei

Murisei gyz ndirikutsvagawo munhu anonzi Ruvarashe mushonga, taishanda tese mubelleveli Soo takaronga zvwkushare room but iye ayishanda stay out inin ndaishanda stay in parestaurants Soo ndanga ndisingawane           Time yekutakura zvinhu zvangu iye akawuya kwanga kunezvinhu zvangu akatakura hembe dzangu dzese nebag raive nemari ndakamupa imwe Mari yerent , next day ndapihwa off ndaka4n makusen kuti ndiyenda kumba kwaayiwe but akandidzimira   4n ndakamumirira 3days dzakadarika ndichingo4n asingadaire now akuti             ndakamuposter mugrp anondi4nera Oti huye utore zvinhu zvako pakati ndakayenda anodzima 4n nezuro akanditi huya mubelleveli ndakayenda akadzima futi 4n Soo please aneng

December 20, 2023

Yokozuna Finally Meet Chaplin Phiri But Azosvota Vanhu Ne Dressing Yake Kusiya Dumbu Paanze

Yokozuna Finally Meet Chaplin Phiri Good one she said    I am proud of myself ini handina kuchema,, miss you already Chaplain Phiri ❤️❤️❤️❤️         Zimbabweans Not Happy with her dressing      But muviri wako shaar i think kungopfeka zvako madress it's better ariko zvawo ma dress akatotanaka zvekudaro ema rich Auntie than kupfeka trouse           Yokozuna dress according to your body dumbu rinongodao zvinhu zvirefu zvinorivhara especially papublic seapo harifanirwi kut tirione

205 206 207 208 209