RIP Chipangura zvirikunzi akazvikanda musprinter akafira pa spot nezuro paChikwanhaRest in peace brother
Ndokumbirawo utiposterewo musikana uyu akasiya abaya munhu nebanga musikana waakabaya akashaya nezuro iye akatiza musikana ane blonde akaisa ma headphones ndiye akabata munhu. Akauraiwa anonzi Molista.Vairwira 100 randR100 wotopara ngozi tikasanamata tirikupera, nekuti mhepo yekumadokero yasimuka zvine simba chaikoGrowing up Molister was one quite girl sure kufira 100 rand?? Fight your battle homegirl ๐๐South Africa ine mweya umwe I think unotoda Jesu wacho kuti adzoke chaiko because hey ummm mafundisi ega hangambonamate akazvikundaI don't think kuti she really wanted to kill her but mhepo dzakatosimuka apa cause it's not normal kuti munhu angauraye mumwe nekuda kwe 100rad isingakwane kutenga hupfu
Hesi Ndokumbirawo utiposterewo musikana uyu akasiya abaya munhu nebanga musikana waakabaya akashaya nezuro iye akatiza musikana ane blonde akaisa ma headphones ndiye akabata munhu. Akauraiwa anonzi Molista.Vairwira 100 rand
Sad News Murume Owanikwa Akafa Harare CBD
Really Sad๐ | Mukomana uyu ainzi Israel Mutandi, 23 years old, Aibva kwaGota, kuGuruve. Akatsikwa nemota kuCosmo city, Gauteng akafira on the spot. Luckily hama dzawanikwa. Tinongoti Zorora murugare Israel. MHSRIP๐ Please like and follow Zim famous
We need to stop racing ๐ with trucks , they're not toys ! When it's raining,guys exercise caution. Tipper drivers in South Africa are always late ๐ญ. Here are the results of cruising always ! RIP.
Big artist wemuzimbabwe ndi Gaffa and Jah Praizer zvimwe ma2 cents artist haulumeNyemba dzandakaona dzakadhura isamanyemba dzaDhewa cheteVele ukada kufunga ne magaro nguva dzese unoifoira life wakatemba iyi. ๐
Blambi huchi baba๐คฃ๐๐๐ midzimu yake yadambura mbereko ummmm achanoti kunyika kwake shame zvonyadxisaYoooo kuzviitisa laughing stock just like that sies
Mwana wa Ed.mu twin achata nhasi Ku South Africa nemunin'ina wa x wa stunner ..Jnr wapokello ane mumwe muxana ane nhumbu ine 8 months ndosaka murikuona Sisi pokello varikunyanya Ku poster mazuvano azvina kumira mushe ..๐ mumwe wo mutwin akatorana nemu China na house girl futi.. Congratulations Kelsea... @highlight
OThese are the two culprits from Cowdray Park, who murdered 23-year-old Inobubele Mhlanga, who was also from Cowdray Park. Their names are Thamsanqa Ndebele (26) and Euton Sebatha (36). On the 04th of November 2024, at around 2030hrs, the now deceased was found by passersby lying in a pool of blood near TM turnoff bus stop, Cowdray Park, Bulawayo. She had a penetrative wound above the right breast and several cuts on both hands. The now deceased was ferried to Mpilo Hospital by a well-wisher. She passed on whilst she was still being attended to by a Doctor. The body was conveyed to Mpilo Hospital mortuary awaiting post mortem.n the 5th of November 2024, at around 1130hrs Police rounded up all the known suspects of robbery and Playmore Mpofu a m