uyu Jah Prayzah anotenda Wicknel asi Wicknel paakamupa 20 000 haana kufunga kupa ma band members ake mari dzema recordings epa album Chiremerera ya2023 or yeperformance yepa album lauch pacho. He owes his band members ma 1000us each. Tsvee kutenda vanhu vanongoramba vachimushandira achivadzvanyirira. Iye he benefits from musangano zvekuti SADC summit he played akasabhadharwa (which is fine because vanombomupawokaa) ko vashandi vake vanodya izvozvo here.
Not wishing her any bad bt mm dai ambodzikama muskana uyuMuroora anoda tete anogara pamusha sonja tora manotes kuna lullu hona madire anoita Chivayo family Haiwawo hanty akaudzwa here kuti uyu aisawirirana nana tete saka arikungogadzirisa ma mistake but chamdinoziva ucha bulliwa kusvika wati eke Ndozvazvoita kana munhu ari pa campaign zvopera izvoo wakuziva ma true colour's avoo . Vakutanga kukunyeya vakuti haaa wekutanga ayiva nani
Asvotwa anongondipa Mari yekumugeresa 0772811803 EcoCash
I deleted all his music mufon mangu.andibhowaPandangoona ma statement ekutanga nekwekupedzesera kuti zvanyorwa inhetembo kuvadzimu vepasi pejende handina kuzoverenga futiMakasikwa muine ruoko rwakatambanuka , ruoko rwunoraramisa nherera shirikadzi nevanotambura. Kumberi kwenyu hakuna mutorwa kunevana vaMwari ,naizvozvo murichikomborero chenyika ino nekuti hatisakamboona rudo rwakakura kudaro. Zvenyu zvikomborero zvamunopihwa nedenga ,zvamunobudira ziya mega , zvamunonyengeterera nekutsanyira ndizvo zvamunogowana nevamwe . Munenge rwizi rwakakura rwunoti rwukazarisa rwunofashukira rwuchipa mvura kunedzimwe nzizi. Kunge muti unoti kana warembera nemichero unodonhedza mimwe kuti iraramise mhuka shiri nevanhu. &n
Showbiz Chivhayo Extends US$5K To A Woman He Embarrassed In Vic-FallsAmong the unintended recipients was a woman in a pink top and blue jeans, who was publicly shamed after Chivhayo realized his mistake and denied her further money. Despite her pleas, the incident, captured on video, went viral. Social media was awash with ridicule, with many questioning her morality for attempting to secure the cash. Facing public backlash for his handling of the situation, Chivhayo Thursday, took toapologist Wicknell Chivhayo has compensated a woman he embarrassed at Victoria Falls International Airport. Disembarking his private jet alongside his new wife, Chivhayo, last week began handing out $100 notes to airpor
Iro pikicha remukuru ramuri kutenderedza richakurovesai pasi pe tsokaAs we step into 2025, let's make a conscious effort to spread love, kindness, and respect towards one another. Let's focus on uplifting each other, rather than tearing each other down. I'd like to take this opportunity to address something that's been on my heart. Let's not judge or disrespect others based on their life choices or relationships. Everyone deserves to be happy, regardless of whether they're married to a millionaire or someone from a humble background. To my friends and followers, I wish you a year filled with positivity, empathy, and understanding. Let's strive to create a supportive and lov
New Year’s Message to My Beloved Children By Marry Mubaiwa Chiwenga | As the New Year dawns, my heart is filled with thoughts of you—Tendai, Christian, and Michael Chiwenga. It has been far too long since I last held you in my arms or heard your laughter. The years have passed, but my love for you has only grown stronger. Marry Chiwenga Uses Media To Greet Own Kids Now Entering 6th Year Banned from Speaking With Their Real-Mother👇
The Impact of Pokello's Actions on Emerson Mnangagwa Jr.'s Marriage Pokello Nare, a prominent Zimbabwean socialite and businesswoman, has been linked to Emmerson Mnangagwa Jr., the son of Zimbabwean President Emmerson Mnangagwa. While their relationship remains unconfirmed, their interactions have sparked controversy and speculation, particularly regarding the potential impact on Mnangagwa Jr.'s marriage. Pokello's public persona is known for its lavish lifestyle and unapologetic attitude. Her association with Mnangagwa Jr. has led to public scrutiny and criticism, with some suggesting that her actions could strain his marriage. Here are some potential consequences of Pokello&
A 49-year-old Air Zimbabwe employee, Jacob Mutemeri, appeared in court accused of stealing Jet A1 fuel from his employer’s plane at Robert Gabriel Mugabe International Airport. [SLIDE] Mutemeri was charged with theft and granted US$150 bail by a Harare magistrate. He is set to return to court on January 23, 2025. The allegations date back to November 2024, when a Boeing 737 named “Mbuya Nehanda” returned from Botswana and was parked for maintenance. The plane had reported a fuel leak and was carrying 6.3 tonnes of fuel. Instead of ensuring the plane was secured, Mutemeri allegedly devised a plan to steal the fuel while it awaited service. Between November 15 and 22, 2024, Mutemeri report
Makasikwa muine ruoko rwakatambanuka , ruoko rwunoraramisa nherera shirikadzi nevanotambura. Kumberi kwenyu hakuna mutorwa kunevana vaMwari ,naizvozvo murichikomborero chenyika ino nekuti hatisakamboona rudo rwakakura kudaro. Zvenyu zvikomborero zvamunopihwa nedenga ,zvamunobudira ziya mega , zvamunonyengeterera nekutsanyira ndizvo zvamunogowana nevamwe . Munenge rwizi rwakakura rwunoti rwukazarisa rwunofashukira rwuchipa mvura kunedzimwe nzizi. Kunge muti unoti kana warembera nemichero unodonhedza mimwe kuti iraramise mhuka shiri nevanhu. Zvipo zvamunopa zvinouya vanogamuchira vakarivara semvura yaMwari inoerekana yodopotsa tokandira zvedu mbesa muvhu. Zita renyu harina kusimudzwa nekutuka ,kushora kana kutsondoresa mweya yavamwe . Vanokuzivai vanokuzivai nekupa kunge kupa kwamukoma