Saturday, May 10

News News

December 29, 2024

Pashata Mai Ve Dress Giwn Re Nyathi Family speaks

I didn’t like that woman anga aku batabata maiNyathi if you look at the last video vapedza mabatiro achi anga asiri emunhu ane rudo who is sheYes you are supposed to be paid extra hours but at least haushevedzere       pavanhu vaigona kuenda kunamanager vavo or even mabridemaids vovatuma nemessage muchato imwe maservices provider anotobhadharwa nemari yabviswa ,u just have to know channel yekushandisa cheteAsi hauzodeedzere ka nhai, waitira pamuchato wangu ndotokuudza kuti okay ndowedzera mari       and hautozoiwane mari yacho.anga atumwa kuzonyadzisa vanhu thinkin kuti anoita famous nazvo,but atozviuraira zita,,she ws suppose t b humble osiya dress itself rozvimaketa kuvanhu,aitozowana more clients vanomuziva thru gud reception y

December 29, 2024

Kana uka hire dress ma hours amakataurirana akakwana Unobvisa or kubvisa imwe Mari.hapana chatadza business I business

The incident you're referring to involves a Zimbabwean socialite named Nyathi and her husband. The company they hired for their wedding allegedly         removed the bride's wedding gown. This incident has been widely reported in Zimbabwean media. Here are some potential news sources         Nyathi Zimbabwe Socialite  Wife Wedding Gown Removed By the company they Hire

December 29, 2024

Kana Mwari Vada Zvavo Nyathi Family Vapiwa 26 000usd

Kana Denga rada Haro😭😭😭mbinga yabvisa 26 000usd 😭😭😭 Nyathi Family        

December 28, 2024

Maitt Vakadya Mari Yechema Yemurume Wangu Akafa Ginel Ochema

  Ivo ndivo vanomupa vega mari idzi knowing her history ngadzidye sterek dzemapenzi Feri  

December 28, 2024

Video:Mbare hatina Zera nayo hure rabata coffin after carpenter vatadza kubhadara $5 yekudya bota

Hatingamboita zera rimwechete neMbare guys. Apa carpenter vakakecha ndokutadza kupa munhu $5 yake yebasa saka abata coffin kutsiva chikwereti       Video:Mbare hatina Zera nayo hure rabata coffin after carpenter vatadza kubhadara $5 yekudya bota

December 27, 2024

Madamboss Vakaba Song Yavo Iriku Trender Muridzi Ovasungisa

 Ko vanhu ve gospel munoitawo zvekuba masong evamwe manje inenge ichiri nemakomborero here song yacho          Ngulube originally wrote and recorded the song in 2016 at Diamond Studios and launched it at a Heartfelt International Ministries event. However, in 2020, he discovered the song online with no acknowledgment of his authorship. Efforts to address the issue were dismissed by Jerdan, who insisted the song was his.           Story deta kumbobuda vasati vaburitsa song yacho iiii ma Zimba tinotsvagirana nyaya dzekuparadza aaaaa🙌

December 27, 2024

Holyten Orohwa Mu Kariba Ku Show Kupunzirwa Mota

The Zimbabwean hip-hop scene was abuzz with excitement and a touch of chaos recently when a concert featuring the popular artist Holy Ten took an unexpected turn. During his performance, an unidentified individual stormed the stage, causing a brief commotion.         Security personnel swiftly intervened, apprehending the individual and escorting them off the premises. Holy Ten, seemingly unfazed by the incident, maintained his composure and continued to entertain the crowd with his signature energetic performance.         While the motive behind the stage invasion remains unclear, it served as a stark reminder of the unpredictable nature of live performances. Despite the brief interruption, the concert ultimately conclu

December 27, 2024

Miss V CANDY Vaposta Murume Wavo Better Kudyirwa Musaga

Zvakanaka zvinengei V Candy Aroorwa arikudya namambo   Post For me V Candy madyire anoita tuma slay queen Gerald Sibanda paHotel Sky Sandton unonzwa tsitsi 😹😹😹😹kungoti ane ma looks hake plus       anonhuwirira batisisa but anenge achingoti my kids this my kids that unosvotwa cheteIf U want Peace better udyirwe musagaaa zvekubudisa musaga unopachema chete

December 27, 2024

Ana Madzimai Havasi kumira Vafumuka Mapostori

Ana madzimai havasi kumira kuvhura hombe cha Madzimai Maria manga machiona here chavako ku WhatsApp channel kana usati wachiona gara wabaya Follow apa👉 https://shorturl.at/IjZo9Ndogara ndichiti dhuku rewhite rakarema. Unoona kubva         kumatare emachief dzinenge dzichitongwa vakasunga madhuku iwayo unopera power, obva wauya kwaTinashe Mugabe haaa wasurrender.

December 26, 2024

Madzibaba Vabatwa Ku Capetown Nemukadzi Wemunhu Vazvamburwa

Madzibaba vabatwa red handed ne mkadzi wemunhu mkadzi wesangano vachitorova zvinhu kusvika pakutyora bed       Video racho kuti tikande pano we are not allowed nemutemo page ringavharwe but vazvinji you know were to get all these kind of videosArohwa murume kusvika pakumwa jug remvura kuti mweya usasuduruke Pa munhu         2024 ana Madzibaba ndo vavharira,baba avo Vapedza madzimai esangano ichirohwa raw     

77 78 79 80 81