A memorial service for some of the 22 Bulawayo-Beitbridge road accident victims is underway at Hockey Stadium in Bulawayo.So sad indeed. My condolences to the families who lost their Beloved one. Be comforted in the hands of the Almighty.So sad a Toyota Quantum carrying 22 people instead of 15 peopleI was driving from harare to byo last night, drivers still have a long way to go to avoid unnecessary loss of lives. The level of arrogance, selfishness, anger, some assume are more in a hurry than others, failing to deep lights for on coming traffic, overtaking of double lines, blind rises etc....we need ti be sincere and considerate on the roads. We can blame the roads
munhu kungobuda mujeri 2 mns kwakutotanga kurwadziwa naMB & Mama Vee, aka kanoroya aka🤞Who's MB???? vamwe vanyori vanenge mazimcare chete When she was in prison y'all didn't have a better comparison,you couldn't even find someone else to substitute Mai TT,now that she is back makuita kutsvagiridza kuti zvinzi she is copying this one,she is jealous of this one c'mon guys it hasn't been a week munhu adzoka kubva prison moita kunge Feli ndiye anopedza mweya wemunhu wese wekufema indavaArwadziwa papi nhai imi ndimi vanhu vanokonanisa vanhu she is looking for money like every1 else
Soccer legend Rahman Gumbo’s body has been repatriated from Botswana and a funeral service will be held at the Bulawayo Amphitheater on Friday at 2pm before burial on Saturday at Lady Stanley. May his soul Rest In Peace ðŸ™
MaWarriors arikuti haasi kuda kuita training kusvika vapihwa mari yavo neZIFA.Zimbabwe ine game musi weSunday versus Nigeria kuRwanda. Zvikaramba zvakadai bhora reSunday rinogona kusaitika tikanyara senyika tosekwa nema Naijimbi🙄 Its bad enough that our home matches are being played in a foreign country Ko nhai Gold Mafia,hamunawo here $100k vakomana vatambe bhora vachida🤷♀ï¸Fifa was right to ban Zimbabwe hence avoiding this nonsense. He'll to Zanu pf.Nothing works in Zimbabwe! Warriors boycott training in Rwanda! The players reportedly
Zvapa chena kuti Olinda atuma mazepe kuti atuke SenMuk TV aka Mai Mazowe why uchipa munhu mastars pakutukwa neku destroyer life yamai mazowe Mari . masocialites mazimba Moda kutoona munhu abroker chete mune godo nelife dzevanhu
Saka ma âï¸ akapihwa Mazepe na Olinda aive ekufarira kuti mai Mazowe varikutukwa! Zvapa chena kuti Olinda atuma mazepe kuti atuke SenMuk TV aka Mai Mazowe why uchipa munhu mastars pakutukwa neku destroyer life yamai mazowe Mari . masocialites mazimba Moda kutoona munhu abroker chete mune godo nelife dzevanhu
Ndauyawo kuzoita support post iyi ndaona comment section mukuzvisimbisa hee anochengeta munhu ndimwari ntoni ntoni. Uyu munhu ndiye ataura chokwadi it's up to you kuzvitarisisa kuMbinga dzenyu ukoo or moita yamagara muchiita asi makore anotevera ayo muchauya neNhoroondo, Ini ndakasaver naMwari ende nanhasi vision iyoyo haibude mandiri. Ndichati siyanisei maVenues kuitira kuti akaona post iyi haazozive kuti ndini. 2016 ndaive Manager pane imwe Hotel huru muHarare umu ndokubva ndasangana naMfu ndozota randiri kumupa. Mfu uyu ndiFounder weimwe Funeral Parlor iri kuSkies but ane mabranches muHarare ende funeral Parlor yake haisi yeMbombera ndeye vanhu vane mari. saka paMwedzi anotraveller from Skies to Harare  
Amai mazowe I’m sorry on behalf of Mazepe he’s just a child forgive him mwana anotadzawo now ndakutomunzwisisawo he need our help me and you ngatibetsere mwana timuyambutse Ashumba hoye Dai ari Wenyu maimurasira aniko Pinda zvako mazepnexFor now she is mother's puppet
ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Zvakaoma hazvo Mecky atova rombe kuchando akuswera mumba maMai Mazowe achiputa madrugs nekumwa doro chasara kudya mumabinðŸ˜ðŸ˜ Mecky wadii wadzoka hako kumusha tinokuitira konde konde yendege isva wadzoka hako.TESE pano hatina kana mufaro izvezvi inongova misodzi. ðŸ˜Mecky woye buda mumba umo usati wapararaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Ndakazorwadziwa paakaratidza kubatikana zuro pakasenderwa Chipo mari paya,am sure she wished dai yatumirwa vana vake veduwe its not easy kuswera mumba memunhu uchimuka womirira kunzwa program from mother
They say people learn from mistakes, but i don't think it is like that ne Katsi iyi. Dai amboita take it easy abhadhara zvikwereti,chasara kufira mumaoko evanhu. People are not happy out there because you are still owing them.. Dzikama Katsi kujeri unogona kuku dzokera futi.Akambobudireiko Mujeri Taive Ne Peace isu